‘Zvakakosha kupa vana zvekudya vari kuchikoro’
CHIRONGWA chehurumende chekubatsira vana vanoshaya nezvekudya zvekututsira kuzvikoro zvepuraimari cheSupplementary Feeding Programme chinobatsira zvikuru kuti vana ava vauye kuchikoro pamwe nekuti vadzidze
A-LEVEL — MUBAIRO: Musiiwa ari kufarira kuzotyaira motokari
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 9 (Nyaya yacho: Enderero mberi) George nemudzimai wake vanowirirana nepfungwa yaMusiiwa, George anobuda mumba achiti ava kunokotsira,
O-LEVEL — NDINOFA NDAEDZA: Revai nevamwe vake vanotiza
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 6 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Paanonzwa mheremhere yaitika, Chigange anomhanyira kunobatsira Pondai pakarovanwa zvibhakera zvaipfuura moto.
GRADE 7: Zvipfuyo nevana vazvo
Ticha Danga NDATI hatingatange nekunanga kubandiko rezvipfuyo isu tiine mungava kana kuti chikwereti. Kana uine chikwereti ukasachiripa unogomberwa washaya kuti woita sei nekuti chinotoda kuripirwa.
Churchill Boys neKurai zvakaenda nemenduru
VANA vemuzvikoro zvinodarika 20 kubva kumatunhu ose enyika svondo rapera vakasangana pachikoro cheSt John Emerald Hill chiri muHarare pamakwikwi ezvidzidzo zveFirst Aid apo vaifundiswa neveSt John Ambulance.
NDINI UYO: Sharon Chipango
NDINE makore 32 okuberekwa uye ndinogara kuSoutherton, muHarare, kumusha ndichibva kuBuhera. Ndakazvarwa ndiri mumwe chete mumhuri medu. Ndiri mudzimai akaropafadzawa nevanasikana vana.
‘Mari yaperera muzvikwereti zvemukadzi’
NYAKUTI akapedzera mari mukubhadhara zvikwereti zvemukadzi waakarambana naye akachema-chema mudare achiti haakwanise kubvisa mari yemendenenzi yaidiwa.
Dhuma-dhuma nehaka paMbare
MHOMHO yevanhu yakaita chapwititi kumhanyira kuMbare mangwanani emusi weChipiri svondo rino vachida kunoona mhuka yehaka mhenyu yaiveko.
Sadc: Zimbabwe yotora husachigaro
KUTANGA svondo rino kusvika kupera kwaNyamavhuvhu, tinenge tichikupai chikamu chakakosha, chikamu chichatisvitsa pamusangano weSouthern Africa Development Community (Sadc).
Makuwerere kuHarare Merit Awards
VANA vechikoro vari kukurudzirwa kuti vashande nesimba muzvidzidzo zvavo sezvo fundo iri iyo musimboti webudiriro yenyika.




