A-LEVEL — MUBAIRO: Mota yaGeorge inofa

CHITSAUKO 11 (Ongororo: Enderero mberi) Iye Makate agumbuka zvikuru nekusapihwa naGeorge mari yaainge achitarisira, munhu ndokunzwika ava kuti

Vana 39 000 vakaroodzwa

RIMWE boka rinoona nezvebudiriro nekugara kwakanaka kwevechidiki rakatanga chirongwa chekudzidzisa veruzhinji pamusoro pekuipa kwakaita tsika yekuroodza vanasikana vasati vabva zera.

Mutupo

TEMBO SAMAITA Maita Mbizi, Chivara Njuma yerenje, manjenjenje Maita veChirovarova chaMutasa,

‘Kumba ndinotiza huchapa’

PANE mukadzi akaudza dare kuti murume wake anomushungurudza apo asingabvire muchipfambi. Happymore Chikwata akaendesa Langton Katiyo kuHarare Civil Court nenyaya iyi.

Nyamavhuvhu: Nhumbu isingataure chayadya

MWEDZI waNyamavhuvhu gore rino ndiwo unonzi mutakura mombe mbudzi ihata. Mwedzi unenge nhumbu yemudzimai isingataure chayadya.

Policy on sports development on cards, says VP Mujuru

Walter Mswazie Masvingo Correspondent The government will soon craft a policy that will give guidelines on the development of different sporting disciplines, Vice-President Joice Mujuru said yesterday.

Man offered $124 pension lump sum

Nqobile Tshili Chronicle Reporter A 55-YEAR-OLD Bulawayo man who served Ingwebu Breweries for 24 years had his life shattered after he was offered $124 as his lump sum pension payment.

‘Tibhadharirei mari dzechikoro nenguva’

VANA vechikoro vanokurudzira vabereki kuti vabhadhare mari dzechikoro nguva ichiripo kwete kuzomhanya-mhanya zvikoro zvave kuvhurwa kana kumirira kuti vatange vadzingwa sezvo izvi zvichikanganisa fundo yavo.

Zvido zvenyika pamberi:ZNA

naYvonne Chipato MAUTO eZimbabwe National Army akazvipira kushanda nesimba mukudzivirira pamwe nekuchengetedza nyika kuburikidza nekuzvibata nekuisa zvido zvenyika pamberi.

Hotels fully booked for Jehovah’s Witnesses international convention

Harare Bureau MOST hotels and lodges in Harare are full after being booked by more than 3,000 international delegates and some locals for the Jehovah’s Witnesses international convention starting at…

×
×