‘Dzoserai zvikwereti kumabhanga’

Kingstone Mapupu VARIMI vanokwereta mari dzekurimisa kubva kumabhanga, makambani nemasangano akasiyana vakakurudzirwa kuti vadzosere zvikwereti zvavanenge vatora kuitira kuti mabasa ekurima arambe achisimukira.

Akanorasira kasvava pachitoro

Shamiso Kufaruwenga MUKADZI wekubva kuMasvingo ndokunorasira mwana wake kasvava pane chimwe chitoro chiri kuBeatrice, akatongerwa kugara mujeri kwemakore matatu.

President vakarumbidza mauto, magamba

ZIMBABWE neMuvhuro neChipiri svondo rino yakarangarira magamba (Heroes Day) nemauto (Zimbabwe Defence Forces Day), ayo anova mazuva akakosha zvikuru munhoroondo yenyika.

Cazorla haasi kuenda

MUTAMBI weArsenal, Santi Cazorla, anoti haasi kuzobva kuchikwata ichi achidzokera kunotambira nhabvu yake kuSpain mwaka uno.

Indiscipline opens Zanu-PF to destabilisation

Joram Nyathi Group Political Editor ON Monday this week, the Daily News on page 3 ran a story titled, “CZI wants illegal invaders evicted.” This came in a week in…

‘Hatimborambana, sungira imbwa yako’

Daphne Machiri VAMWE vakadzi vaviri vakakandirana mashoko makobvu nematete mudare vachirwira murume apo mumwe nemumwe aiti ndewake.

Nettleton: varimi vemangwana

Malven Mugadzikwa VANA vepachikoro cheNettleton Junior School, muHarare svondo rapera vakashanyirwa purazi reNew Donnington Farm, kuNorton nedonzvo rekusimudzira zvidzidzo zvavo zvekurima.

Governor anodawo rubatsiro

Yvonne Chipato MUKOMANA ane makore 26 okuberekwa wekwaManjoro, kuGokwe North ari kutsvaga rubatsiro rwekuti akwanise kurapwa chirwere chemoyo icho chamutambudza kwemakore 25.

Zvishavane Stars yaomerwa

Kingstone Mapupu CHIKWATA chebhora cheZvishavane Stars icho chiri muDivision 1 chotsvaga rubatsiro rweUS$10 000 rwekuti chikwanise kufambira mberi nemutambo wenhabvu sezvo chakatarisana nedambudziko guru rekushaya mari.

Kuti ndawanza sauti here?

Ignatius Mabasa KUNE vanhu vane shungu dzinotyisa. Vanhu vasingazorore kusvika vawana zvavari kuda kana kuti zvavari kutsvaga. Ndine mumwe muzukuru wangu akazofa neAids aiti, “Sekuru ini kana ndine mukadzi wandada,…

×
×