NDINE makore 49 ndinodawo murume ane makore 50
NDINE makore 49 ndinodawo murume ane makore 50 – 55 ari HIV negative. Nhare dzangu 0734 173 876. ******* Ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika…
Champions Insurance yoshanda nezvikoro
KAMBANI yeChampions Insurance yakatanga chirongwa chekushanda nezvikoro mukubatsira vana vanenge vawirwa netsaona vari pachikoro pamwe nekubhadharira avo vakarasikirwa nevabereki mari dzechikoro.
‘Ndinogona kutsvagira mwana vamwe baba’
MURUME wekuchema-chema mudare achiti murombo zvekuti dai mweya wekufema waitengeswa angadai akafa kare, akabuda mudare umu achinyemwerera mushure mekunge chikumbiro chake chekuti mari yemendenenzi yaari
‘Tiri kuvandudza mashandiro ematicha’
MUTEVEDZERI wegurukota redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima, vanoti Hurumende iri kutora matanho achaita kuti vadzidzisi vaite basa ravo nemazvo kuburikidza nekuvandudza mashandiro avo.
‘Chikwereti handidzose, nekuti taidanana’
Arnold Kaseke MUKADZI nemurume vakaendesana kumatare edzimhosva apo murume airamba kubhadhara chikwereti mushure mekunge varambana achiti zvinhu zvaainzi abhadhare akazvipihwa pachena vachiri kupengesana murudo.
Varimi vobatsirwa nemasimbi emidziyo yekurimisa
IMWE kambani yakazvimirira iri kubatsira varimi kuburikidza nekuvawanisa masimbi emidziyo yavanoshandisa muminda yavo nekuita mamwe mabasa akasiyana kuti vakwanise kuita gadziriro dzekurima dzemwaka wezhizha
Photos: DYNAMOS TRAINING at Zimphos Grounds
Our senior photographer Kudakwashe Hunda captured Dynamos’ training session held at Zimphos Grounds on Thursday 25th of September. Captions by Langton Nyakwenda
Woman arrested for killing baby
Weekender Correspondent A CHIMANIMANI woman was recently arrested on infanticide charges after she gave birth to a live baby boy and allegedly killed him with an unknown object. Manicaland provincial…
Tsvangirai ‘mortally wounded’
Peter Matambanadzo Harare Bureau— MDC-T leader Morgan Tsvangirai’s time as a meaningful political force is over and Zanu-PF will not have any problem romping to victory in the 2018 harmonised…
4,000 nurses stranded
Nduduzo Tshuma Senior Reporter— ALMOST 4,000 trained nurses are unemployed with more graduates joining them every year, as the government cannot employ them all, Deputy Minister of Health and Child…





