Varimi vemasamba vakatunzvaidzwa

VARIMI vemasamba vanokwana 514 vekuHonde Valley, kuManicaland vakapihwa chiremerera chepamusoro cheUTZ and Rainforest Alliance Certification chekugona kurima zvine hunyanzvi izvo zvinoita kuti vange

Pasuwa, Zuze dhuma!

MANEJA weDynamos FC, Richard Chihoro, anoti havazi kuzotarisira pasi mutambo wavo neTriangle wefainari yeOne Wallet Cup nemusi weSvondo kuNational Sports Stadium sezvo mitambo yemikombe yakasiyana neyeligi

Ziva kuti ukadonha unosimuka

Catherine Murombedzi HAKUNA munhu akarurama pano panyika, zvimwe zvacho zvinopedzisira zvaendesa vamwe kujeri vamwe kumakuva chaiko.

Dombodzvuku yakazviita

CHIKORO cheDombodzvuku Primary School ndicho chakahwinha zvine mutinhimira kumakwikwi eMbende/Jerusarema Dance Festival, ayo akaitirwa kwaMurehwa svondo radarika pamberi.

‘Murume ava kutondityisa’

MUDZIMAI wekuti akazvambaradzwa nemurume mushure mekunge amumhan’arira kudare nenyaya yemendenenzi akamhanyira kudare zvakare achida kuti nyaya yavo itongwe nechimbi-chimbi sezvo ava kugara achitya.

Highfield Driving School chikwapuro

CHIKORO chinodzidzisa vanoda kuve vatyairi vemotokari diki pamwe nemagonyeti, cheHighfield Driving School, muHarare chiri kukwezva vadzidzi vanobva kunze kwenyika zvichitevera mukurumbira wachava nawo.

Zvipoko zvinouya zvakabereka gidi

MURUME wekuChiurwi, kuBuhera, uyo agere pedyo nenzvimbo yaimbova assembly point, anoti aoneswa ndondo nekurohwa nezvipoko zvaanoona zvakapakatira pfuti.

Kimetto akazezesa pasi rose

SHASHA yemujaho wekumhanya, Dennis Kimetto, akaratidza kuti inyanzvi yemhando yepamusoro apo akapedza mujaho nenguva yemaawa maviri izvo zvisati zvamboitwa nevamwe pashasha dzepasi rose kumakwikwi emarathon

MAONERO EDU: Tsika dzinoumba hwaro hwemunhu

MAZUVA ano vabereki vakawanda vari kuchema-chema kuti vana varasa tsika dzechivanhu uye havasisina rukudzo kuvanhu vakuru kwavari. Pasichigare vana vaive netsika dzaiyemurika zvikuru uye munhu wechikuru wose aiona

‘Ndakagara nenjuzu’

PANE murume wekuEpworth anoti akagara pasi pemvura achidya ivhu nemadhaka kwemakore matatu mushure mekunge atorwa nenjuzu ndokuzobuda mudziva ava kuita zvehun’anga hwakasangana nechiporofita.

×
×