Ebola: Chinombori chirwere hwai?
CHIRWERE cheEbol, icho chanetsa kunyika dziri kumadokero kweAfrica kunyanya, chinokonzerwa neutachiona hunonzi Ebolavirus kana kuti Hemorrhagic Fever. Chirwere ichi chinobata vanhu nedzimwe mhuka dzinoyamwisa
‘NdezveDeMbare’ . . . asi zpc ne caps united zvichirimo
APO ligi reCastle Lager Premier Soccer League rave kusvika kwamvura yacheka makumbo vamwe vatsigiri venhabvu nevaongorori vemutambo uyu vanoti pakati pezvikwata zvinoti Dynamos neZPC Kariba ndipo pane
Vopura mari nehuku
IMWE mhuri yekwaShe Chundu kuHurungwe yopunduka nekuda kwebhindaduko rekuchengeta huku iyo pari zvino ine huku dzinodarika 4 000.
Paprika ine pundutso
Steve Mapfumo VARIMI vanokurudzira kuvandudza mabasa avo nekurima zvimwe zvirimwa zvakaita sepaprika sezvo ichigona kuvapa pundutso zvisinei nekuti kurimwa kwayo kwaderera zvikuru makore ano.
‘Kuverenga ndiwo mushonga bedzi’
MUSIKANA anovA chikwapuro paHarare Girls High anoti vana vechikoro vakawanda vanokundikana muzvidzidzo zvavo nemhaka yekutungamidza kutamba vasingazvipe nguva yekuverenga mabhuku yakakwana.
Girls high ine zvikwapuro . . . ‘Mabhuku ndiko kudya kwangu’
VANA vechikoro vari kukurudzirwa kuti vasatambise mukana wavanenge vawaniswa nevabereki wekudzidza nesimba sezvo fundo iri iyo nhaka yeupenyu.
Mbavha yakachipiswa . . . Yakakandwa mumugodhi, Yabatikidzwa ichiba chitofu
MUNYAYA inoti kusetsa igoti kusuwiswa, pane murume aipomerwa humbavha nemusi weMugovera wadarika uyo akazopona neburi retsono kuUnit “O” Extension, kuChitungwiza, mushure mekunge akandwa mumugodhi une
Mamhepo pachikoro! . . . Ticha akarova kasikana dhimoni rikati tugu
Baba ndokutyorwa ruwoko Vadzidzisi 3 vonongedzwa
Maonero Edu: Mweya yetsvina muzvikoro bodo
MAZUVA ano kune kusagadzikana kwezvinhu muzvimwe zvikoro zviri kumativi mana enyika nekuda kwenyaya dzevana kana vashandi vanonzi vari kubatwa nemamhepo anofungidzirwa kuti ane chekuita nezvechiSatani. Inyaya
Jah akaponderwa rasta . . . Chitunha chakawanikwa chakaguswa vhudzi
MURUME wekuHighfield, muHarare, uyo ange achishandira kunyika yeSouth Africa, anonzi akawanikwa akafa akasungirirwa uye vhudzi remhotsi raaiva naro iro rainge rakareba kusvika kumusana rakagerwa.











