Kusina amai hakuendwe

KUNZI uri hwenya kwese mimba yebere unenge waudzwa kuipa kwemaitiro ako ekuti unofadza waunaye nguva iyoyo, mangwana unomuka wasanduka wava kutaura zvimwe zvisirizvo zvawakataura.

Marlborough yakarambira nemukombe

MALBOROUGH High School yakarambira nemukombe svondo radarika mumutambo weU15 Malborough Invitational Basketball Tournament uyo wakatambirwa pachikoro ichi.

Tsumo dzinoreva zvakafanana

Ticha Danga NGUVA yatava ino yava yekugadzirira mbuva yemberi. Tava kuti warova yake pabhande tsuro yezuva rovira. Kana vanhu vofamba rwendo rwurefu vanogadzirira mbuva iyo vanozorikita kana nzara yabata. Iyi…

‘Ndava churu chakapinda nyoka’

Orpah Mukotekwa SHOROMA yekuendeswa kudare neaimbova mukadzi wayo achida mari yemendenenzi yakasetsa vanhu apo yakati yave churu chakapinda nyoka sezvo isisina mari uye iri kutochengetwawo neshamwari.

‘Ndinorohwa nanyachide’

Yvonne Chipato SAMUSHA ane chipari chevakadzi vashanu wekugara achirikitwa nanyachide akazopotera kudare achiti aoneswa chakati tende.

Mwari haadi kuti vangu vana vaende kuchikoro: Madzibaba

MADZIBABA wekuendeswa kudare nemukadzi wake nenyaya yemendenenzi akashamisa vanhu vaive mudare iri apo akati vana vake havaende kuchikoro nekuti mutemo wechechi yake hauzvibvumidze uye chake kuzvarisa

Vakapihwa mibairo neunicef nefao

MASANGANO anoti reFood and Agricultural Organisation (FAO) neUnicef svondo rapera akarumbidzwa nekusimudzira kwaari kuita dzidzo muZimbabwe kuburikidza nekubatsira vana vanoshaya, zvikuru kumaruwa.

Akadzurwa bvudzi nemurume

Yvonne Chipato MUKADZI wekudzurwa vhudzi mumusoro nemurume wake uyo waanoti anogara achimuzvindikita akazopotera kudare.

Koshesai kugeza mawoko: Parirenyatwa

ZIMBABWE svondo rapera yakabatana nedzimwe nyika pasi rose mukucherechedza zuva rekukosha kwekuchengetedza utano kuburikidza nekugeza mawoko (Global Handwashing Day).

Vechidiki vowaniswa mabasa

VAGARI vekwaMakuvise, kwaNyashanu kudunhu reBuhera, vanoti vari kufara zvikuru nekuda kwemakambani ari kushandirako ayo ari kupinza vechidiki veko mabasa.

×
×