Varume 2 vakafira mumugodhi
Kingstone Mapupu VARUME vaviri vaiita basa rekuchera migodhi yemvura kunharaunda yekwaGarabha, kwaShe Chigwedere kuHwedza, vakafira mumugodhi panguva imwe chete svondo rapera munyaya inofungidzirwa kuti vakafema mweya
Akarohwa apuruzira nekutsvoda chitunha
Kingstone Mapupu MURUME wechikuru anova sabhuku kwaSeke akaita chisionekwi apo akaenda kunhamo yehama yake kwaChihota uko akasvikopuruzira matama echitunha nekuvhura maziso achichitsvoda achiteketera nemutupo wemufi izvo
Zinyoka vhu-u parufu
Kingstone Mapupu PARUFU rwevana vaviri vemhuri imwe chete, avo vakafa zvinoshamisa vachiita zvekunyn’ura mumvura mubhuku Machowani, kwaMangwende kwaMurehwa, pakaitika manenji apo mumba maiva nezvitunha makaonekwa
Moto wakaparadza imba nemidziyo
Nyasha Mutena IMWE mhuri yekuZengeza 3, kuChitungwiza, iri kukumbira rubatsiro rwekuvakisa imba yayo zvichitevera kuparadzwa kwayakaitwa pamwe nemidziyo yose nemoto.
Vechidiki vari kushaiswa ruzivo rwekurera mhuri
Muchaneta Chimuka VANA vakawanda vasati vabva zera, vazhinji vacho vachiri kuenda kuchikoro, vanonzi vari kusangana nematambudziko ekushaiswa ruzivo pamwe nezvekushandisa munyaya dzeutano hwesikarudzi, zvikuru sei nzira
‘Amai vangu vakamitiswa’
Orpah Mukotekwa VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe murume akati aisada kubvisa mari yemendenenzi yekuchengeta mwana yaidiwa nemukadzi wake sezvo ari kuriritira amai vake avo vakamitiswa nababamukuru vake.
‘Anointing oil’ yakonzeresa
Malven Mugadzikwa MUMWE muporofita wechechi iri kuHighfield, muHarare, ari kupomerwa kudanana nevakadzi vevanhu pamwe nekutora mari nechikuruku kuvatendi izvo zvinonzi zvaita kuti vanamati vakawanda vamutize.
Mutumba wemotokari: Zvino ndodii?
Ernest Muchena VATYAIRI vazhinji vanoshaya pekubata apo vanosangana nemutumba wemotokari pamugwagwa. Vamwe vanopererwa, vamwe zvekutozopinda mutsaona.
Otizwa nekuda kwezvikwereti
Tatenda Moyo MUKADZI wekuti vanhu vave kumuzeza pamwe nekumutiza nekutya kukweretwa akazoendesa aimbova murume wake kumadare achida mari.
Region 5 Football: Zimbabwe advance to semifinals
Zimbabwe beat Malawi 2-1 in the AUSC Region 5 Under-20 Youth Games football match played at Luveve Stadium today to qualify to the semifinals where they will take on Namibia.…








