‘Kutemwa kwemiti kwakoka nzara’

Malven Mugadzikwa VERUZHINJI vari kuyambirwa kuti vasangoteme miti asi kuti vachengetedze masango sezvo kuparadzwa kuri kuitwa miti zvisina tsarukano kuri kubatsira mukukonzera kusanduka kwemamiriro ekunze izvowo zviri kukanganisa manairo emvura…

Pasuwa confident of progressing

Fungai Munyoro AFTER stunning the highly fancied Cameroon one-nil in the first leg of their All African Games qualifier match played at Rufaro Stadium on Sunday, Zimbabwe national Under-23 coach,…

Makarwe akabvutidzana mwana

Kingstone Mapupu VAGARI vekuTsakare, kuMt Darwin, vakasara hana dzavo dzizere nekutya uye kurwadziwa apo vakaona mumwe mwana wemakore 11 okuberekwa achiuraiwe uye mutumbi wake uchibvutidzanwa nemakarwe maviri murwizi. Mwana uyu anonzi…

Kubara mhuka: Kumwe kwakamboitika

Muchaneta Chimuka ONGORORO yakaitwa neKwayedza padandemutande inoratidza kuti zvinogona kuitika kuti munhukadzi azvare chimhuka chakaita segudo, mbudzi kana nyoka. Kana mhukawo dzinokwanisa kubereka zvinhu zvinoshamisa, zvimwe zvakaita sevanhu. Muno muZimbabwe, kuGweru uye

RBZ to roll out 50c bond coin…Says coins in circulation on Tuesday

Prosper Ndlovu Business Editor THE business community has expressed readiness to embrace the 50 cents bond coins when they start circulating in the market next week. The Reserve Bank of Zimbabwe…

Mudzidzisi anodei pamwana? -‘Vanoudzirwa maanza, vopihwa mari’ -‘Vamwe vanogara beya mberi kwedu’ -‘Musatambe chikudo nevana vedu’

Muchaneta Chimuka CHIPO (14) musikana ane muviri wakakura uye ari kuita Form 2 pane chimwe chikoro chemuHarare. Pachikoro ichi pane mumwe mudzidzisi wechirume ari kugara achichiva mwana uyu. Nekufamba kwenguva anopedzisira…

The return of Samaita

Entertainment Correspondent RISING sungura musician Brian “Murondatsimba” Samaita has finished working on his third album which is expected to hit the streets next week. Samaita, a long-time close buddy of…

Co-pilot crashed plane ‘on purpose’: prosecutors

PARIS — The co-pilot of Germanwings Flight 9525 appears to have deliberately crashed the plane — killing himself and 149 other people — after locking himself alone inside the cockpit,…

Mudenda ‘right on Mliswa, Mutasa’

Daniel Nemukuyu Harare Bureau ZANU-PF’S former secretary for administration Didymus Mutasa and his nephew Temba Mliswa automatically lost their seats by operation of the law and they had no basis…

Shinsoman, Trevor Dongo face off

Entertainment Correspondent THE husky-voiced and self-proclaimed dancehall father Romeo “Shinsoman” will have to prove why he is one of the most-sought-after and arguably one of the best dancehall artistes in…

×
×