Fodya inokosha Us$509m yakatengeswa
Kingstone Mapupu FODYA yakatengeswa kumisika yose kubva pakavamba mwaka wekutengesa chirimwa ichi kusvika parizvino inokosha US$509 592 738 iine huremu hunoita 172 337 810 kgs. Zvakadaro, gore rapera panguva imwe chete…
Ndakadarika Messi: Chunga
Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa mumutambo wenhabvu, Moses ‘Bambo’ Chunga, anoti akaita mbiri kudarika yaLionel Messi mutambi weBarcelona makore ayo aakatambira chikwata cheSC Wendracht Aalst chekuBelgium. Razorman, sekuzivikanwa kunoitwa Chunga zvakare, akatambira…
Chiwandire osimukira mutsiva
Abel Ndooka MUTAMBI wetsiva wechidzimai ari kusimukira, Kudakwashe Chiwandire (19) anoti ari kutarisira kufamba mumatsimba evamwe vakaita mukurumbira vanoti Diana Makumbe naMonalisa Sibanda. Chiwandire anorwa muboka reAmateur uye parizvino ari kugadzirira…
‘Kundiyanika pachena kudaro mai mwana’
Sandy Musungata MURUME anoshanda paMadziva Teacher’s College akachema-chema mudare achida kuti rimudzikisa $400 yemendenenzi yaidiwa nemudzimai wake yekuchengeta vana vatatu sezvo ari kuti akamomoterwa nezvikwereti. Judy Garabha, uyo anova mukoti, akaendesa…
Muzvinhabhizimisi akasiiwa pachena
Memory Lemani MURUME ane mabhizimisi kuChitungwiza, wekutadza kubhadhara musharukwa akamuitira basa rekupenda chitoro chake, akamiswa mudare ndokubatwa nemhosva. Tafirenyika Wara akaendesa Sheperd Jiri kuHarare Civil Court achida US$250 yekupenda kwaakaita chitoro…
No. 1: Eaglesvale, Glen View 1 High
Memory Lemani CHIKORO cheEaglesvale Primary School ndicho chakatora mukombe wekubudirira kwevana pabvunzo dzeGrade 7 dzeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) dzegore rapera mudunhu reGlen View/Mufakose District apo vana vepo vakapasa nechikamu…
PHEKA LOMAMOYO: Inkukhu yemazutaki (Japan)
INKUKHU yisitshebo esithandwa ngabantu bonke njalo sidliwa kakhulu kungafika abantu bemzini. Inengi labantu sebezifuyela inkukhu emakhaya lemadolobheni. Kanti-ke lentengo yenyama yenkukhu ingcono kulezinye inyama. Nanzelela ukuthi kulezindlela ezinengi zokupheka inyama…
Akubekwe usuku lokunanza ukufa kukaNkomo kukhalenda
Msilisi Dube INHLANGANISO yeJoshua Nkomo Foundation okuyinhlanganiso ekhangele ngokugcinwa kwembali kamuyi, uDokotela Joshua Mqabuko Nkomo ikhalaza ngokubekwa kwelanga lokukhumbula lokuzalwa lokukhothama kweqhawe leli ukuze imbali yalo ingatshabalali.
Indoda itholakale ikhanzingana lomalukazana
Charity Moyo ZISELE zinkemile izakhamizi zesiqinti seSwitsha, eGwanda lapho zisizwa ngenkemenkeme yendaba kamalukazana obanjwe xhaka ngumkakhe esemacansini loyisezala.
Waliwa yindoda abulale ingane, azibophele
YiNtatheli kaMthunywa NGENXA yokungafuni ukwaliwa kulenina leLutumba, eBeitbridge eligwaze umntwana walo wafa andubana lizibophele ngemva kokwaliwa yindoda.









