Vana nherera vodzidziswa
Muchaneta Chimuka SANGANO rakazvimirira reWorld Education riri kubatsira mudzidzo yevana vanotambura kumaruwa uye pari zvino riri kutsigira chikoro cheSimbarashe Out Of School Education Programme chiri kuMhondoro. Chikoro ichi chinotungamirirwa naVaRichman Rangwani…
‘huwori muchipurisa bodo’
Malven Mugadzikwa MAPURISA ari kukurudzirwa kuti vashandise hunyanzvi hwavanenge vadzidziswa mubasa ravo mukuchengetedza veruzhinji pamwe nerunyararo munyika kwete kuti vapanduke vopedzisira vave kuita mabasa ehuwori nehumbavha. Mashoko aya akataurwa svondo rapera
World Bank yotsigira dzidzo
Daphne Machiri BHANGA repasi rose, reWorld Bank, riri kubatana nesangano reAfrican Union mukusimudzira fundo kumayunivhesiti, zvikuru yezvidzidzo zvemabasa emawoko pasi pechirongwa cheAfrican Centres of Excellence (ACE II). Vachitaura nguva pfupi yadarika…
Vodzidziswa kuchengetedza zviwanikwa
Daphne Machiri MASANGANO akasiyana ari kubatana mukudzidzisa vana vechikoro kukosha kwekuchengetedza zviwanikwa zvakaita semasango, mhuka, ivhu pamwe nemiti pasi pechirongwa cheEco-Schools Programme. Chirongwa ichi chiri kutungamirirwa neMukuvisi Woodlands yabatana nemamwe
Icasa yotinhira muZim
ANENGE ari makuwerere kubva musi wa29 Mbudzi kusvika 4 Zvita muguta reHarare apo pachange pachiitwa musangano weInternational Conference on AIDS and STIs in Africa (Icasa) uyo uri kutarisirwa kupindwa nevanhu…
Vakoti 29 vakapedza zvidzidzo
Daphne Machiri VAKOTI 29 vakapihwa zvitupa zvekupedza zvidzidzo zvemutauro wemasaini (sign language) pachipatara cheParirenyatwa Group of Hospitals izvo zvinotarisirwa kuvabatsira zvikuru mukuita basa ravo. Pavakoti ava, 25 vavo vanhukadzi uye zvidzidzo…
Ndakaroora asiriye!
MAKADII tete? Ndiri mukomana ane makore 28 okuberekwa. Dambudziko rangu rakamira seizvi: Rimwe zuva ndakakwira motokari yaichovhwa nemukadzi. Munongozivawo kana madzimai achityaitra madhirezi anenge achikwirira kumusoro. Ndakabva ndatorwa moyo ndokukanda…
Wabata murefu, wabata mupfupi
VANHU vanowaridza zvitengeswa pakati peguta reHarare vatsika madziro vachiramba kubva muguta vachiti hapana kumwe kwavangaenda kunorima mari nokuti muguta ndimo mune vanhu vanokwanisa kuvatengera zvinhu zvavo kuti vararame nemhuri dzavo.…
IMBWA HAIHUKURE SADZA: Kufumira foni sekunonzi isipo
KUNGOMUKA watobata foni, kuti isipo kana tauro rekugezesa here? Nguva dzemangwanani inguva dzerunyararo, nguva dzekuputunura pasuru dzezuva idzva mupfungwa usingamhanye-mhanye. Zvino ndipo paunoona kuti kune vamwe vanhu vanoshamisa zvekuti vanongofumira
Varimi vochema nezvipfukuto
Muchaneta Chimuka VARIMI vekuHwedza kudunhu reMashonaland East nevamwe vari kumativi mana enyika vari kushungurudzwa nezvipfukuto izvo zviri kuita kuti goho ravo ringe richiderera zvikuru kana zvichienzaniswa nemakore adarika. Ongororo yakaitwa nevadzidzi…









