WhatsApp Status: Mashoko acho hi-i…Kukandirana makobvu nematete bedzi

Muchaneta Chimuka “UNOZOONA kukosha kwechikorobho warasa mvura; Nzungu dzembeu hadzikangirwi vaenzi; Single and not desperate; Usandiitire dzungu kunge Pharaoh ari kuda kuyambuka gungwa raasina kupatsanura; Kuda kunditesta nechigunwe senhanga; Bec…

Aiwombera chikomba chemukadzi achinzi nditsano . . .ndini ndakapfimba chikomba: mukadzi

Kingstone Mapupu ZVAARI mashura! Mukadzi obatwa nemurume wake achisasana nechikomba, obva amuudza kuti; “Siyana nechikomba changu, ini ndini ndakatochitsvaga ndichida kupfidzisa iwe. Wanyanyawo kuita chipfambi iwe.” Izvi ndizvo zviri kutaurwa nemumwe…

Dr Parirenyatwa huyai: Muporofita wemazino

Kingstone Mapupu MUPOROFITA wekuChitungwiza uyo ari kudzura varwere mazino kumasowe kwake musango achishandisa mawoko pasina dziviriro yekutapurirana hosha, anoti haana chekuvanza uye vebazi reutano, kusanganisira gurukota rebasi iri – Dr…

Votambura kuwana mvura yakachena

Malven Mugadzikwa VAGARI vekwaChivi South, kuMasvingo, vari kutsutsumwa nekushaikwa kwemvura yekunwa yakachena zvichitevera kufa kwezvibhorani zvemudunhu ravo izvo zviri kuita kuti vapedzisire vave kushandisa mvura yemunzizi inova ine njodzi kuutano…

‘Vanotanga moto hokoyoi’

Kingstone Mapupu MAMBO Nyamweda, VaClaudious Mandaza, vekudunhu reMhondoro kuMashonaland West vanoti vose vanotanga moto wesangano uyo unoparadza zviwanikwa pamwe nekukonzera gukuravhu vanofanirwa kurangwa zvakaomarara. Mambo Nyamweda vanoti kudunhu ravo vari

Obudirwa nemweya unotaura chiChina

Muchaneta Chimuka naDaphne Machiri MUKADZI wechidiki anogara kuSt Mary’s, kuChitungwiza, anoti ari kusvikirwa nemweya kana kuti mudzimu wechirume unenge uchitaura mutauro wekunyika yeChina zvisinei nekuti iye haasati ambosvika kunyika iyi. Lisa…

‘Hazvichanakidza izvi’…DeMbare ndiyo iri kungotamba yoga: Mubaiwa

Abel Ndooka MUTUNGAMIRI wechikwata cheDynamos Football Club, Kenny Mubaiwa, anoti nhabvu inotambwa muPremier Soccer League yadzikira zvikuru nekuti zvimwe zvikwata hazvichakoshesa kukwikwidzana. DeMbare kana kuti maGlamour Boys yave nemakore mana ichihwina

uz iri kupemberera… Yasvitsa makore 60 yavambwa… 3451 vakagashidzwa madhigirii

Malven Mugadzikwa UNIVERSITY of Zimbabwe (UZ), iyo inova chikoro chikuru uye chekutanga pakupa dzidzo yepamusoro munyika muno, svondo rapera yakaparura mbemberero dzekusvitsa makore 60 kubva yavambwa. Mhemberero dzekutanga dzakabatanidzwa nekupihwa madhigirii

First Lady salutes Manicaland

Post Reporters The First Lady Amai Dr Grace Mugabe yesterday paid tribute to Manicaland province for selflessly giving many sons and daughters who joined the liberation struggle in neighbouring Mozambique…

Gazaland University opens in Chipinge

Luthando Mapepa THE United Church of Christ in Zimbabwe (UCCZ) is set to open a university – Gazaland University – in Chipinge with lectures commencing next year.

×
×