Mendis ton revives Sri Lanka hopes against Australia
Pallekele – Batting hero Kusal Mendis backed Sri Lanka’s spinners to pile on the pressure against Australia after his brilliant maiden century gave the hosts an unlikely shot at victory…
Garikai naChisvo dhuma kun’anga
NYAYA YACHO (Enderero mberi): N’anga yakaita basa rayo Garikai zvikamuvinga akarivara ndokubva angoona ava kuenda kun’anga yekuChiredzi nemudzimai wake, Garikai ndokuzonzwikwa achiti ainge adzokera zvakare sezvo zvinhu zvacho zvainge zvamunetsa…
Ndezvemhepo chokwadi here?
TINE mhuri dzakawanda muZimbabwe matinoona vanhu vachidzungaidzwa, asi vanoziva zvapasi kana zvomumweya unozonzwa vave kuti, “Ngavagadzirise zvomumusha mavo, vanozviziva. Kana vakasadaro inoramba iri ndambirire, kunge munhu ari pamudzuwerere.”
Man ‘rapes’ 3 daughters
Thandeka Moyo @thamamoe A 60-year-old man from Bulawayo allegedly raped his three daughters over a period of more than 12 years. This came out when the eldest daughter (28), who is…
Methodist yobatsira vanotambura
METHODIST Church in Zimbabwe neChipiri svondo rino yakabatsira nechikafu mhuri 54 dzinotambura kudunhu reMhondoro-Ngezi. Chikafu ichi chinosanganira hupfu, mafuta nebhinzi uye chakabva kubandiko rechechi iyi rinodaidzwa kuti Methodist Development and Relief…
Denga ririko zvechokwadi
IMBWA HAIHUKURE SADZA BHAIBHERI rakanyorwa kare, asi kare ikako raitoziva kuti kuchazoita vanhu vachati vari kutaura vakamirira Mwari asi ari manyepo. Bhaibheri rinoti, tiedze mweya kuti tione kuti ndeyechokwadi here, nekuti…
Abalimi kabagebhe imithombo
Buhlebenkosi Gaule OMUNYE umlimi ozimele yedwa ohlala esigabeni seNkankezi eFilabusi usekhuthaze abalimi kuleli endaweni ezitshiyeneyo ukuba bagebhe imithombo ngoba amanzi ehlupha ngalesisikhathi.
Equipment release awaits $19m disbursement
Nyemudzai Kakore Harare Bureau TREASURY should expedite the disbursement of $19 million to the Ministry of Information, Media and Broadcasting Services by mid-August for the release of equipment which is currently…
RBZ drafts consumer protection document
Bianca Mlilo, Business Reporter THE Reserve Bank of Zimbabwe (RBZ) has come up with a consumer protection prudential standards document, which lays down guidelines on best practises for banks.
Seed Co yakapa mabhini kuDavid Livingstone
KAMBANI ine mukurumbira mukuuchika mbeu, yeSeed Co Limited, nemusi weChipiri svondo rino yakapa mabhini ekuisa marara kuchikoro cheDavid Livingstone Junior School chiri muHarare izvo zvichabatsira mukuchengetedzwa kwenharaunda yakachena.


