222- member Cucsa squad troops into camp
Sikhumbuzo Moyo, Senior Sports Reporter ZIMBABWE’S 222-member squad for the Confederation of University College Sports Association (Cusca) Zone Six Games trooped into camp at the United College of Education on…
Bhasikoro hutu nahwindi
HWINDI wekukumbira bhasikoro remumwe murume achida kuti ambochovha kwekanguva kadiki asi ndokuzoenda naro zvachose apo akanoritengesa, akazoigochera pahutsi zvichitevera kubatwa kwaakaitwa nemhosva yekuba nedare.
Nadal ozvitemba
RAFAEL Nadal ari kuzvitemba kuti achange apora panguva yekunokwikwidza kumitambo yeRio Olympics iyo iri kutanga svondo rinotevera kunyangwe hazvo asati ambotamba kubva paakakuvara ruwoko rwake musi wa27 Kurume.
‘Kuramba munhu imhosva here?’
MUKOMANA wekurambwa nemusikana waaidanana naye anonzi ave nekatsika kekumukurura shangu, odzicheka-cheka nebanga, mushure mezvo omurikita pamberi pehama dzake. Rutendo Chihoko akamhan’arira Alois Sande kudare redzimhosva reHarare Civil Court achiti ari kumushaisa…
‘Ndakamukira mumochari’
Tafadzwa Mutsotso PANE mukadzi anoti akarohwa nemurume wake zvekusvika pakuendeswa kumochari achinzi ainge afa.Jane Matsarakutya akazokwidza nyaya yekushushwa kwake nemurume wake, Everisto Matsarakutya, kudare redzimhosva reHarare Civil Court achiti: “Murume…
Ukhumula umkakhe amazinyo ngokupheka imboza
Cornelius Luphahla NGENXA yokuthanda ezifela emlonyeni kulendoda yelokitshini leCowdray Park edolobheni lakoBulawayo ebhuqe umkayo yamkhumula amazinyo imethesa icala lokupheka imboza lokutshisa inyama yenkukhu.
Gomana rakawanikwa rirere mumba mevaridzi
MUKOMANA wekupinda mumba mevaridzi zvisina mvumo ndokusvikorara pedyo nemubhedha —achiti nzara ndiyo yakamutuma kuita izvi — ava kuzvidemba zvichitevera kutemerwa kwaakaitwa chirango chekuti anofondoka pasina mubhadharo nedare reChitungwiza Magistrates Court.
U-ALLEN GAHADZIKWA UNGENA KUBOSSO
Ncekwenhle Ncube UMGADLI omkhulu uAllen Gahadzikwa usenakane ukugena kuthimu yezwe lonke nanko phela usevumile ukuthi agqoke ijesi yeHighlanders kuqala ihlandla lesibili leligi yeCastle PSL.
Zvandinoita izvi pane chakanaka?
Bvunza Kwayedza naSekuru Mutanga MUBVUNZO: MHINDURO:Sekuru, ndiri mukomana ane makore 19 okuberekwa. Ndine dambudziko rekuita chimhandaramawoko. I don’t know why zvichiitika apa ndiri munamati izvo zvichidayi. Ndinotonamatawo kereke dzemweya. Ndoita…
Amai ndimi makaroya baba: Vana
Tafadzwa Mutsotso MUKADZI Wekupomerwa huroyi nevana vemurume wake achinzi ndiye akaita kuti baba vavo varware nepfungwa akazomhan’arira vana ava kudare redzimhosva.


