Mutunga Dzose riri kuita $1

MUIMBI ane mukurumbira, “baba” vemusambo weZora Music – Leonard Zhakata – akabvumirana nekambani huru yezvenhau yeZimpapers, kuti itengese dambarefu rake idzva rinonzi Mutunga Dzose iro raachaparura neChishanu chino.

Beam yabatsira vana 5 400 000

Izvi zvakaziviswa svondo rapera nekomiti yedare reParamende inoona nezveveruzhinji, vashandi nekubatsirwa kwevanoshaya apo yaitura gwaro rayo remashandisirwo emari yeBEAM mudare iri.VANA 5 442 352 vanoshaya nenherera muzvikoro zvepuraimari nesekondari vakabatsirwa…

Madyarirwo echibage chekugocha

John Bhasera SVONDO rapera takakurukura nezvekugadzirira minda, nguva yekudyara uye nemhando dzembeu dziri kuchemerwa pamisika yechibage chinyoro. Takataura nezveNzou iri kutumidzwa zita rekuti Cassa Banana pamisika, Shumba yeKenya yavari kupa…

Braeside zrp: No. 1

Chikoro chakariga zvose padzidzo   CHIKORO cheBraeside ZRP School chiri muHarare, chasimukira zvikuru mune zvedzidzo izvo zvinoonekwa nekutora kwachakaita chinzvimbo chekutanga mumakwikwi ezvidzidzo edunhu reMbare/Hatifield District Merit Awards egore rino…

Banks offload $400m NPLs to asset firm

Oliver Kazunga in Mutare THE Zimbabwe Asset Management Company (Zamco) has so far absorbed over $400 million of the $750 million non-performing loans in the banking sector.

Anoda kupinda namai mumachira

Gabriel Singano VANHU vaive mudare reHarare Civil Court vakakatyamadzwa apo mumwe mukadzi akati mwanakomana wake anomukumbira kushinha naye pabonde pose paanenge akadhakwa.

ZC yovamba ligi idzva

    SANGANO reZimbabwe Cricket rinoti rine hurongwa hwekuvamba ligi idzva iro richange richinzi Zimbabwe Premier Cricket League nechinangwa chekusimudzira mutambo uyu. Mukushi wemashoko weZC, Darlington Majonga, anoti ligi iri richange…

‘Ndinoyamwiwa nenyoka’

MUDZIMAI akaroorwa wemubhuku raHuchu, kwaMambo Njelele, kuGokwe, ari kudemba achiti ari kugara achiitwa mukadzi nezvidhoma izvo zvaanoti zvinomuyamwa nekushereketa naye pamadiro. Pamwe pacho anoti anoyamwiwa nenyoka.

OBITUARY: Dumisani Sibanda: Journalist par excellence, man of the people

Mkhululi Sibanda, Sunday News Assistant Editor THE death of veteran journalist and former Zimbabwe Union of Journalist (Zuj) president Dumisani Sibanda has not only sent shock waves throughout the media…

Chikoro chemabasa emawoko

VANA vechikoro nevamwe vagari vekudunhu raMambo Siabuwa, kuBinga, vanotarisirwa kubatsirikana zvikuru nekudzidziswa mabasa emawoko pane chimwe chikoro chiri kuvakwa kudunhu iri.

×
×