The truth furnace

Peter Madondo GOOD day, I hope I find you well. Many times I have wondered!!! There is confusion on what Jesus died for on the Cross of Calvary. I am…

Masvingo yakatsvinda kudarika ose

DHOROBHA reMasvingo rakawaniswa mubairo wekuva ndiro rakatsvinda nekushambidzika kudarika mamwe muZimbabwe. Munyaya inodyidzana neiyi, kambani yeDelta Beverages inoti ine zvirongwa zvakananga kuchenesa nharaunda nyika yose.

Swika kwedama leNdzimu kubuKalanga

Tina Watson P Khupe Nasi ndandihuba kwazo kuti tizuwe nekwe buya kwedama leNdzimu mubanhu behango yebuKalanga. Hapa titi dama leNdzimu toba tibva bhayibhili kene zwangu nditi tjiKrisitu.

‘Wakandipirei mimba yepiri’

MUMWE mudzimai ari kupomerwa kuita vana nevarume vakasiyana senzira yekuti azovamhan’arire kumatare kuitira kuti apihwe mari yemendenenzi yekuvachengeta. Izvi zvakabuda mudare reHarare Civil Court apo Selda Nundu akaendesa Tafadzwa Zingizi achida…

EcoSure yoparura chirongwa chitsva

KAMBANI yeEconet yakabura chimwe chirongwa chitsva pasi pecheEcoSure chinonzi “Thwala Sonke”, icho chinotendera vane zvirongwa kana kuti “mapolicy” ekuviga vafi kuti vapinzewo vemumhuri dzavo pamwe nehama dzepedyo kuburikidza nekushandisa nharembozha.…

INJOBO ITHUNGELWA EBANDLA: Ezulwini kanje kungaphi?

kuloba uPathisa Nyathi UKHONA ongaseluleka ukuthi ingaphi le indawo yokuthula? Banengi abalidingayo izulu. Sikhuluma ngale indawo sengathi yindawo ekhatshana kodwa enhle esifisa ukuyafika loba ukuhlala khona. Phela sizwa kuthiwa ikhona…

Tsumo dzakadzama

Ticha Danga ZVINOZIVIKANWA chose kuti dzidzo inhaka yeupenyu iyo yaunogara nayo dakara mukufa. Kana wakadzidza, chawakadzidza ukachibata, chinogara newe kusingapere. Kupera kwebvunzo hazvireve kuti dzidzo yapera. Zvinotoda kuti urambe uchiwedzera ruzivo…

Zim organisation honoured in South Africa

Stephen Ephraem Post Correspondent CENTRE for Cultural Development Initiatives, a Chiredzi-based community development organisation was recently honoured by South Africa Broadcasting

Kunxuswa abesifazane kuBCL

YiNtatheli kaMthunywa INHLANGANISO yeBulawayo Christian League isibike ukuba avulekile amasango kwabesifazane abafisa ukungena kwezemidlalo.

‘Anonogara nevana mulodge’

Tafadzwa Mutsotso MUKADZI wekuenda kudare achida kupihwa mvumo yekugara nevana vake, akazoshaya pekupinda apo murume wake akati mudzimai uyu akambotiza ndokuenda kuUnited Kingdom uko akazodzoka akatora vana ava vasina kuwirirana…

×
×