Bhuku idzva reChiShona Gore Rechitatu
COLLEGE Press yakatsikisa bhuku idzva reGore reChitatu ChiShona (riri pamufananidzo) rinodzidzisa mwana kuti ave munhu anoziva ChiShona chake.
Zvaidzidziswa magandanga
Munyaradzi Gunduza — TINOENDERERA mberi nekupedzisa nzira dzinoshandiswa nevatema kuti vakunde vachena muhondo yeChimurenga.
Enda kuchipatara: Dr Moyo
Munyori weKwayedza — CHAMANGWIZA wechipatara cheChitungwiza Central Hospital, Dr Obadiah Moyo, vanokurudzira Joseph Mwale nemudzimai wake kuti vaenda kumachiremba nekuzvipatara vonotariswa zvirwere zvepabonde.
Ndiko kufirwa here?
MUBVUNZO: Makasimba here sekuru? Ndiri murume ane makore 46 okuberekwa, mudzimai wangu akashaika makore adarika uye ndikamuchema kwegore rese. Zvino ndave kuedza kutsvaga mumwe mukadzi asi dambudziko nderekuti ndikawana wekufambidzana…
Mudzimai wemunhu chiname na’prophet’
Lizzy Mushoriwa — MUKADZI wekuendesa murume wake kudare achiti anomurova pamwe nekumurambidza kuenda kuchechi akashaya pekupinda apo akanzi ane katsika kekupa muporofita wekuchechi kwake bhasikoro remurume wake izvo zvinoita kuti
Akabongomora kuchema mudare
Lizzy mushoriwa — MURUME samusha akabongomora kuchema mudare nekuda kweshungu achiti aimbova mudzimai wake anomurova pamwe nekuudza vanhu kuti ane chirwere chemukondombera.
Dzimwe mhando dzerondedzero
Ticha Danga — KUNE mhando dzakasiyana-siyana dzerondedzero idzo tinogona kunyora kana kusangana nadzo mubvunzo nokudaro tinofanirwa kuva neruzivo rwakakwana rwemhando idzi kuti ndyaringo dzedu dzigobuda zvakanaka apo tinenge tonyora. Kune
Makharani ngemuchiNdau
NDAUWE ndauwe! Takumanahe muchirongwa chedu chetinoreketa ngetsika neunhu hwedu hwechiNdau. Nyamashi tinode kureketa teikumuchire gama rinoti “makharani”.
Kufumuka kunge seat remukombi
naIgnatius Mabasa — PANE murume akaita mharidzo yaiperekedzwa nevhidhiyo yemunhu ari kumhanya zvinotyisa. Murume uyu aiita mharidzo inenge nhetembo achikurudzira vanhu kuti vatize.
Chikoro chakavandudzwa
Daphne Machiri — MUTEVEDZERI wegurukota redzidzo yepuraimari nesekondari, Professor Paul Mavima vanoti Hurumende iri kuvandudza zvikoro zviri kumapurazi uko kwakagariswa vanhu patsva nedonzvo rekuti vana veko vawane mukana wekudzidza sevamwe.

