Mabhuku matsva eCollege Press
MABHUKU matsva eVentures Mathematics neScience ECD B Learners’ Book akatsikiswa neveCollege Press Publishers nedonzvo rekutsigira zviri mugwaro idzva redzidzo, reNew Curriculum.
Mukadzi anobviswa bhurugwa pajekerere
Lizzy Mushoriwa — MUMWE mukadzi akabongomora mhere mudare achiti murume wake ane tsika yekumubvisa bhurukwa remukati pajekerere pazere vanhu obva aisa minwe yake kusikarudzi yake achiti anoda kuona kuti haana…
Ruzivo rwekurima nePrime Seed Co
Muchaneta Chimuka — KAMBANI ine mukurumbira pakuuchika mbeu dzemuriwo nemaruva, yePrime Seed Co iri kusimudzira mabasa ekurima munyika kuburikidza nekudzidzisa varimi, vatsigiri nevatengesi kurima kwakanaka kumuzinda wayo uri kuStapleford Research
$5 yemwana pamwedzi
Lizzy Mushoriwa — VANHU vaiva mudare vakashamisika nemumwe murume anoti anokwanisa kubvisa $5 chete pamwedzi yekuchengeta mwana wake. Privy Aaron akataura mashoko aya muHarare Civil Court mushure mekunge aendeswako naNyaradzo…
Unenge uri kondomu raSatani
naIgnatius Mabasa — MUNHU anosvikirwa anonzi ihomwe. Kana tikatsvaga kuti homwe chii, tinoona kuti homwe inzvimbo yekuisira zvinhu, uye kana taisa zvinhu muhomwe, tinogona kuzviburitsa, toisa zvimwewo.
Gogo vobhadharira zidombo mukombi
Freedom Mupanedemo — MBUYA vekuShurugwi vane makore 72 okuberekwa vakakatyamadza vanhu vaive mukombi yavaida kukwira apo vakange vaine zidombo ravaienda naro kukamba yemapurisa uko vainomhan’ariria mwana wavo wavanoti ari kuda…
Matambudziko evanhukadzi
Munyaradzi Gunduza — 3. Peter Marimi anoshungurudzika nematambudziko anowira vanhukadzi. Tsigira pfungwa iyi uchishandisa nhetembo dzake ina dziri muna Mutakunanzva Wenhetembo. [25]
Matsvakiraiuno nemuthimba
NDAUWE ndauwe, vaManyika vangoti: Nyama yedu shewe! Tinobonga kukumana ngemukuwo uno wetinoreketa ngetsika nemagariro edu echiNdau. Chinodakadza chiNdau chedu ichi. Ngatichirekete atei chabude masodzi emene.
Zvipuka nevana vazvo
Ticha Danga — RUZIVO inhaka yeupenyu isingapfukutwi kana kugoveranwa. Mukana uno tinoda kuti timbodzikisa pfungwa zvikuru tichitaura pamusoro pedzimwe dzemhuka kana shiri dzine mamwe mazita atisingambowanzonzwa mazuva ose.
Vana vechikoro vobatsira
Abel Ndooka — VANA vepachikoro cheDominican Convent muHarare svondo radarika vakabatana nevezvimwe zvikoro zvinosanganisira Prince Edward mukuunganidza mari yekubatsira vanotambura nechikafu nembatya.



