The ‘German’ bird back home at Great Zimbabwe
A “lost” part of a soapstone Zimbabwe Bird was reunited with Zimbabwe this century.
Mushonga ipenzura nebhuku
Munyaradzi Gunduza Kubva muna “Mutakunanzva Wenhetembo”, sarudza nhetembo imwe chete yawakafarira. Zvino chitsanangura zvizere zvinoita kuti uifarire wakanangana nezvainoreva pamwe nemashandisirwo ezvidavado. [25] Nhetembo yandakafarira inonzi “Dzidza Mwanasikana”, yakanyorwa naNyevero…
Makorokoza akafushirwa akafa
Kingstone Mapupu Makorokoza maviri aishandira kunzvimbo yeMasasa, kuMazowe, anonzi akafa neChitatu chadarika apo vakadhirikirwa vari pasi pemugodhi vachichera goridhe.
Mechanics of small business incubation programmes
Kudzai Mubaiwa Not everyone is an entrepreneur. If anything, most people are destined to be employees, brilliant ones too, and there is no shame in that, for it is making…
Nine men bust for drugs!
LIMPOPO cops have arrested nine suspects that were found in possession of large quantities of drugs.
Bitcoin rallies more than 30pc to briefly top $12 000
Bitcoin surged Thursday, recovering from a sharp sell-off to briefly top $12,000. The volatile digital currency hit a high of $12,045.09, up 30,9 percent from a low of $9,199.59
Kanzura akapa mabhuku
Lovemore Kadzura ari kwaRUSAPE Kanzura wewadhi 12 kuMakoni Rural District Council, ku- Headlands, akatsvaga mabhuku ekuverenga 80 000 ayo akagoverwa kuzvikoro 17 zvepuraimari nesekondari zviri muwadhi iyi.
Zimbabweans in Moza ready to invest back home
Prosper Ndlovu recently in MAPUTO, Mozambique The Zimbabwean business community based in Mozambique has expressed readiness to invest back home and share the expertise acquired in the Diaspora to support…
Mwana akafa abatwa nemagetsi
Kingstone Mapupu Mukomana ane makore 15 okuberekwa wekwaJuru, kuMashonaland East, anonzi akafa nguva pfupi yadarika mushure mekubatwa netambo dzemagetsi idzo dzaive pasi.


