– bumbiro idzva redzidzo – Vavariro yekutanga yedzidzo itsva

naChiremba HWARO hwedzidzo itsva hune vavariro shanu dzinoita kuti panopedza mudzidzi dzidzo yake azobude ari munhu akachangamuka, ane ruzivo uye anobva angoonekwa kuti mwana wevhu. Vavariro yekutanga inokurudzira kuti mudzidzi ayemure,…

NGANO: Tsumo nengano namukanya

Mhinduro yesvondo rapera: Tipe tsumo inoenderana nekarungano aka: TSURO akaita hushamwari naRwaivhi. Tsuro aishamisika nekushanduka mavara kwaiita Rwaivhi. “Iwe, unozviita sei kuti zvidaro? Ndinodawo kupinduka ruvara,” Tsuro akabvunza mumwe wake.…

O-LEVEL — MANYAMBIRA: Bopoto repachipari

Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa mamwe madingindira makuru anobuda muna Manyambiri. Dingindira rerudo: Panowanikwa rudo rwakadzama pakati paNduramo naPaidokwairiramwoyo. Tinozviona Nduramo paanorambidza baba vake, Mambo Njeremavhu kuti vatande mhuri yaRufuse mudunhu…

Grade 7: Dzimwe mhando dzezvekudya

Ticha Danga CHIKAMU chevhiki ya25 Chivabvu 2018 takakurukura nyaya yezvekudya zvemusango apo takabata mhando dzemadora, dzembeva uye dzehohwa. Saka tati regai timbovandudza chikamu ichocho tichitarisa dzimwe mhando dzezvekudya dzakatangwa navasharukwa…

Spaghetti nenyama yemombe

SPAGHETTI kudya kwakareruka uye kune utano sezvo kuchipa macarbohydrates nemapuroteni. Svondo rino, Richard Sakurima wekwaMutare anotitsanangurira mamwe mabikirwo espaghetti yakasangana nenyama yemombe. Zvinodiwa? Nyama yemombe, spaghetti, matomatisi, hanyanisi, green pepper,…

Stars maintain winning streak

Nkosilodumo Ndebele Fixtures Word of Life vs Mpopoma Nazarene (Nkulumane Glenkara), Flying Stars vs AFM. Esikwakweni Entumbane),Victory vs BICC (Crescent), GCC VS Saints (Insukamini Primary), ZCC vs HOPG (Dairyboard Nkulumane…

ITF Pro Circuit features on

Nkosilodumo Ndebele FOUR tennis players from Bulawayo are competing at the International Tennis Federation (ITF) Pro Circuit Features in Harare at the Sports club this week.

Mzingwane pupil in school suicide

Whinsley Masara, Chronicle Reporter A FORM Four pupil at Mzingwane High School, Umzingwane District in Matabeleland South allegedly committed suicide by hanging, fearing disciplinary action over alleged theft, an official…

hd otsikisa dvd raUsandisiye

Abel Ndooka MUIMBI weAfro-fusion neJazz – David “HD” Hondoyedzomba – anoti vaimbi ngavakoshese kubika mavhidhiyo kuitira kuti vafambirane nenguva sezvo anobatsira zvikuru mukuburitsa zvizere rwiyo rwunenge ruchiimbwa. HD, uyo parizvino ari…

Africa’s green revolution stumbles

Dakar. — In 2014, Democratic Republic of Congo officials trumpeted the launch of a sweeping initiative they said would solve food shortages in one of the world’s poorest countries. The…

×
×