Man rapes niece (10)
Zibusiso Moyo A MAN from Nkayi was arrested after he raped and deflowered his 10-year-old niece after he was asked to babysit the minor.
MAONERO EDU: Ramangwana rirongere
GORE ra2018 rasvika kumagumo uye zvakawanda zvakaitika mugore iri — zvinofadza nezvinosuwisa. Asi chikuru ndechekuti tinofanira kupa mbiri kuna Mwari kuti vatisesekedza kusvikira kumagumo kwegore rino. Kune vamwe vakarasikirwa nehama,…
Zvawakawana ndizvo zvatovepo
Ticha Danga KUMIRIRA kwatakanga takaita kuya kwasvika kwamvura yacheka makumbo. Goho redu rakabuda zvekuti mumasvondo maviri apfuura tanga tisingadi kutaura pamusoro pezvakabuda mubvunzo tichityira kukwidza manera vaya vakabuda zvakanaka uye…
Variko vari kudya mari yavasiri kufanira kudya
naIgnatius Mabasa SERENGA munhu anongomberereka, anongoritaira asina musha kana pekugara. Munhu akafanana nemashanga anongotakurwa nemhepo munguva yeChirimo. Anogona kufamba achinzi mupenyu, asi iye akafa.
Zvidzidzo zveupenyu
NYORA zvidzidzo zvishanu zveupenyu zvawakawana mumutambo Kereke Inofa uchitsigira nezvinoitika mumutambo uyu. [25]
Big arts calendar shut down
Nkululeko Nkala I MUST applaud the effort by creatives and event organisers for producing amazing art works and events throughout the year. This in light of the rather unstable/ unfriendly…
Mamwe mabasa anoitwa nengano
Munyaradzi Gunduza NGANO mutambo waitambwa pakati pasarungano navateereri. Chimwe chinangwa chengano chaive chekutandadza vateereri sezvo makare kare kwainge kusina midziyo yakawanda yakaita samawairesi, zvivhitivhiti, nhare nemakombiyuta zvave kushandiswa mazuva ano…
Akafa awirwa nechitoro
Fortunate Gora ari kuCHINHOYI MUNYAYA inosiririsa zvikuru, mwana ane makore mapfumbamwe okuberekwa anonzi akafa mushure mekuwirwa nechidziro chechitoro icho chainge chabonderwa nemotokari yaive yaita tsaona panosangana mugwagwa waLomagundi naMidway, kuChinhoyi.



