Nurses council in eye of a storm over allowances

THE Nurses Council of Zimbabwe could have been prejudiced of thousands of dollars in an alleged abuse of sitting and foreign travel allowances by board members who have been in office for the past four years, The Herald can reveal.

O-LEVEL — Manyambiri- Zvinoreva zita

Munyaradzi Gunduza TINOENDERERA mberi neongororo yezvinoreva mamwe mazita evatambi nezviito zvavo. Paidokwairiramwoyo zvinoreva chinhu chekuti munhu anenge achiita kuchifarira zvikuru kuti achiwane muupenyu hwake. Zita iri rinofambirana nekuzvarwa kunoitwa Paido naNdakasemwa…

Team Zim UK homecoming tour begins

TEAM Zimbabwe UK homecoming tour begins this afternoon with a date against Premiership side Chapungu at Gweru Hospital grounds.

Akaruma mukadzi mhuno

Milcah Nhakura MURUME wekushungurudzwa neaimbova shamwarikadzi yake akachema-chema mudare achiti akasvika pakumuruma mhuno achida kuiita “kanyama-kanyama zamu rembwa” mushure mekunge amudhonza sikarudzi yake pajekerere kubasa kwake. Givemore Masarirevhu akamhan’arira Sihle…

Health time-bomb ticking in Masvingo

A health time bomb is ticking in Masvingo City, as the council is battling to collect garbage after its entire refuse fleet got grounded.

MUSORO WEMUNHU MUCHECHI… ‘Ndicho chitendero chedu’

Munyaradzi Musiiwa ari kuKWEKWE MUNYAYA izere nekutyisa nekushamisa, mune imwe chechi yekuKwekwe munonzi makawanikwa muine dehenya remusoro wemunhu, bhokisi rinovigirwa vafi nemamwe mapfupa enhengo dzemiviri yevanhu izvo vatungamiriri vechechi iyi…

Muchinda pu, tasa arasiswa nebhebhi

Hazel Marimbidza VAGARI vekuBinga vakasara vasina neremuromo zvichitevera nyaya yemurume anonzi akangodonha achibva afa mushure mekunzwa kuti shamwarikadzi yake yakange yatizira kuSouth Africa nemumwe murume wayakange yave kudanana naye. Trydon…

Amai vakauraira mwana penzura

Wimbainashe Zhakata MUDZIMAI wekwaMarange akapihwa chirango chekugara mujeri kwemakore masere nemhosva yekuuraya mwanakomana wake aive nemakore 13 okuberekwa apo akamurovera musoro wake kumadziro emba mushure mekunge arasa chinyoreso. Lydia Kahwema…

GCC set to construct a shopping mall

Gweru City Council (GCC) is set to construct a shopping mall and hostels for student accommodation in Senga high-density suburb at a cost of US$15 million, an official has said.

‘Ndinodawo nguva nemurume wangu’

Milcah Nhakura HONDO yekurwira murume pakati panyachide navahosi yakazoperera kudare vahosi vachiti vari kushaiswa nguva yekusanana na“daddy” nekuda kwemukadzi mudiki uyo ave kugara akaita “chimamira” pavari. Tendai Jikisi akamhan’arira vahosi…

×
×