Charmaine Brown KANZURU yeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) inoti pane kuderera kwekupasa kwevana vakanyora bvunzo dzeO-Level dzemunaChikumi gore rino asi veA-Level vakati wedzerei kupasa kana zvichienzaniswa nevakanyora mumwedzi mumwe chetewo…

‘Nditengeserewo mwana’

Nyasha Bvudzijena VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa zvikuru apo mumwe mudzimai anoti aimbove murume wake anoda kuti amutengesere mwanasikana wavo wavakaita vachiri kugara vose. Tendai Munodawafa akataura mashoko aya muHarare Civil…

Vakavhenekwa gomarara

Muchaneta Chimuka BHANGA reEcobank riri kubatsira veruzhinji kuburikidza nekuita mabasa ekudzorera kunharaunda dzarinoshandira uye nguva pfupi yadarika rakayamura vagari vekuBudiriro, muHarare, nezvirongwa zvekusimudzira utano hwavo. Vagari veuku vakavhenekwa zvirwere zvisingatapuriranwe…

Newewo usadzime magetsi erudo

Ignatious Mabasa NDINOFARIRA imbwa zvikuru. Ndinofunga kufarira kwangu imbwa kunobva pakuti chinhu chipenyu chekutanga muhupenyu hwangu chandaiti ndechangu yaive imbwa yangu yainzi Jet. Handizive akandipa Jet, asi ndichiri kurangarira kuti…

Angova madirativhange

Ticha Danga NGUVA ino yava yekuti fare-fare tindike. Tinofanirwa kuziva kuti mukana wekumborova bhora rechikweshe neshamwari wakavhurirwa nekuda kwekupera kwebvunzo, asi hatibva tati hweshe, pada, nhodo, arauru nedunhu ndizvo zvabva…

Vaping not safe after all

Mthandazo Ndlovu MANY youths think vaping is not that harmful and that e-cigarettes just contain water vapour. But, that is not the case. Although e-cigarettes generally emit fewer toxins than…

TITSIGIREI: KWINJI 15

Abel Ndooka MURAIRIDZI wemaMighty Warriors Sithethelelwe “Kwinji 15” Sibanda anoti nhabvu yemadzimai yemuno inoda rutsigiro rwakasimba kuti igosimukira sezvaita yekune dzimwe nyika. Muhurukuro neKwayedza, Kwinji 15 anoti nhabvu yemadzimai haisi…

Lady Cheetahs drop three places down the ladder

Nhlanhla Mbele FOLLOWING their recent dismal performance at the Rugby Africa Women’s Sevens tournament, Zimbabwe’s Lady Cheetahs dropped three places down the ladder to assume position eight. As a result,…

China yobatsira vanotambura

Muchaneta Chimuka VABEREKI vane vana vakaremara mitezo avo vanova nhengo dzesangano reZimbabwe Parents of Handicapped Children Association (ZPHCA) svondo rapera vakasara vaine kufara kukuru zvichitevera rubatsiro rwechikafu nezvimwe zvinhu zvekushandisa…

Bosso coach makes new set of demands

Raymond Jaravaza NEW Highlanders coach Hendrik Pieter de Jongh has reportedly tabled a new set of demands to the club executive to make his stay at the Bulawayo giants “a…

×
×