‘Mwanasikana rega kuzvitarisira pasi
Malven Mugadzikwa VANASIKANA vanofanira kuramba vachienderera mberi nechikoro uye havafanire kuzvitarisira pasi asi kuti vakwikwidzanane nevanakomana muzvidzidzo. Kurudziro iyi yakapihwa naVaStanely Matiza, avo vanova managing director wekambani yeAfrican Century Limited,…
Sando kuKwayedza: St Johns Chikwaka
Daphne Machiri CHIKORO cheSt Johns Chikwaka chiri kuGoromonzi chiri kurumbidza bepanhau reKwayedza nekubatsira kwariri kuita vana muzvidzidzo zvavo zveShona, kunyanya avo vanenge vatarisana nekunyora bvunzo dzeGrade 7, dzeFomu 4 kana…
‘Mwoyo wangu uri panaMayweather’
Abel Ndooka SHASHA yetsiva Tinashe “Chairman” Mwadziwana anoti tsiva ndiwo hupenyu hwake uye anoyemura zvikuru mutambi ane mukurumbira Floyd “Money” Mayweather (Jnr) zvekuti akasvika pakutumidza mwanakomana wake zita rekuti Floyd.…
Vhenekwa gomarara
ZIMBABWE iri kucherechedza mwedzi wekurwisa chirwere chegomarara rezamu (Breast Cancer Awareness Month) uyo unocherechedzwa pasi rose mumwedzi waGumiguru nechinangwa chekurwisa kupararira kwedenda iri. Makore ose, kubva musi wa1 Gumiguru kusvika…
Vana vogadzira jamhu kuchikoro
Malven Mugadzikwa CHIKORO cheSt Angela chiri kuBorrowdale,muHarare,chinoti chinoda kubura vana vonokwanisa kushanda mabasa emaoko uye kuzvitangira mabhizumusi avo.Mamwe mabhindauko ari kudzidziswa vana vepachikoro ichi anosanganisira kugadzira jamhu (jam) kubva mumaremani,…
Kukaringa nyama yehwai
NYAMA yehwai inonaka zvikuru kana ichinge yakaringwa zvemhando yepamusoro. Svondo rino Memory Mutandiri wekuMarondera anotsanangudza mamwe mabikirwo eusavi uhu. Zvinodiwa: Chikari, poto kana pani, nyama yehwai, hanyanisi, matomatisi, matapiri, makerotsi,…
Drunk son torments mother
Hazel Marimbiza Lesley Qiniso Mlala is an insensitive and aggressive son. This came out at the Bulawayo magistrates court when his mother broke down narrating how he beats her grandchildren…
Charmaine Brown KANZURU yeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) inoti pane kuderera kwekupasa kwevana vakanyora bvunzo dzeO-Level dzemunaChikumi gore rino asi veA-Level vakati wedzerei kupasa kana zvichienzaniswa nevakanyora mumwedzi mumwe chetewo…
Vakavhenekwa gomarara
Muchaneta Chimuka BHANGA reEcobank riri kubatsira veruzhinji kuburikidza nekuita mabasa ekudzorera kunharaunda dzarinoshandira uye nguva pfupi yadarika rakayamura vagari vekuBudiriro, muHarare, nezvirongwa zvekusimudzira utano hwavo. Vagari veuku vakavhenekwa zvirwere zvisingatapuriranwe…
‘Nditengeserewo mwana’
Nyasha Bvudzijena VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa zvikuru apo mumwe mudzimai anoti aimbove murume wake anoda kuti amutengesere mwanasikana wavo wavakaita vachiri kugara vose. Tendai Munodawafa akataura mashoko aya muHarare Civil…









