Is another Zimbabwe player headed for relegation?

Swazi Sports with Noel Munzabwa IT might be early days yet in the 2019/ 20 MTN Premier League of Eswatini with almost a third of the season covered but for…

Stingy man, offside

Nhlalwenhle Ncube REAL love is kind so it should give! A man should know his woman needs money without being told and should act responsibly all the time knowing that…

‘Handidzokere kuMoza kana ndisati ndaparadza musha’

Courtney Munodawafa KUNE murume chizvarwa chekunyika yeMozambique uyo ari kugara nemudzimai wake muno asi ari kubheja achiti haafe akadzokera kumusha kwake kudzimara atanga aparadza pamusha pavari kugara. Nyaya iyi yatokora…

Rimai mbesa diki

Kingstone Mapupu SANGANO rinomirira varimi reZimbabwe Farmers Union (ZFU) riri kuvakurudzira kuti varime mbesa diki dzinokurumidza kuibva mwaka uno senzira yekurwisana nekusanduka kwemamiriro ekunze uyewo nekuti vakohwe pakuru nyika yoita maguta.…

Gukura anotiza

A-LEVEL ― ngano dzamatambidzanwa Munyaradzi Gunduza SVONDO rino tinopedzisa mubvunzo watakasiira panzira svondo rapfuura unoti; Uchishandisa ngano shanu, tsigira pfungwa yokuti vanhu vanoita zvisingatarisirwe muupenyu vanorangwa. [25] Chimwe chikamu chekutanga…

Muchina mutsva wefeteraiza wakaparurwa

Muchaneta Chimuka KAMBANI inogadzira fetiraiza yeZimbabwe Fertilizer Company (ZFC) yakaparura muchina mutsva unogadzira fetiraiza iyi (New Fertilizer Blending Plant Machine) uyo unokosha US$500 000 kuAspindale, muHarare. Danho iri richaona fetiraiza…

Tsvarakadenga dzokwikwidza

Abel Ndooka TSVARAKADENGA dzinosvika 15 kubva munyika dzemuAfrica dzichange dzichikwikwidza mumakwishu eZuri Africa muguta reHarare munguva pfupi iri kutevera. Makwikwi aya achaitwa nemusi wa1 Mbudzi uye chirongwa ichi chakaparurwa muno…

Vasikana vodzidziswa mabasa

Muchaneta Chimuka KAMBANI yeLafarge Cement Zimbabwe yakaparura chirongwa chekusimudzira dzidzo neraramo yevanasikana vekunharaunda yekuMabvuku neTafara, muHarare, kuburikidza nekuvadzidzisa mabasa emaoko. Pasi pechirongwa ichi – icho chinodaidzwa kuti 2019 Shine: Simuka…

‘Mukadzi wangu unoshamisira’

Milcah Nhakura MUDZIMAI wekuDorowa anoti ari kuoneswa chakatadzisa imbwa kutaura asi ichigona kunyenama nekurohwa nemurume wake achimupomera kuti anoita zvechipfambi nekumupumha huroyi. Jeane Gumbonzvanda akaendesa murume wake, Jabulani Nyati, kudare…

Oda kudzika amai demo

Courtney Munodawafa MUMWE mudzimai ari kuchema-chema mudare achiti anogara akabatira hana mumaoko nekuda kwemwanakomana wake uyo waanoti ane marambadoro ekusvika pakuda kumutema nedemo. Millia Gandiwana akamhan’arira mwana wake Munyaradzi Machingauta…

×
×