Korfball federation in dilemma

Takudzwa Chitsiga Sports Reporter THE Zimbabwe Korfball Federation are in a dilemma after being given the green light to participate in the 2020 IKF U-21 World Korfball Championship to be hosted…

Sophie Lichaba in car crash

SHE was about to celebrate her second wedding anniversary when she was involved in a car crash on Friday. Now Sophie Lichaba, who was fondly known as Queen Moroka on…

Australia seize control

BRISBANE. – Australia seized the advantage on the opening day of the first Test crickety when they bowled Pakistan out for 240 just before stumps at the Gabba in Brisbane…

Dzidzo yakawedzerwa mari

Joseph Madzimure CHIKAMU chedzidzo ndicho chakapihwa mari yakawanda kudarika mamwe mapazi eHurumende inova $10,7 bhiriyoni mubhajeti regore rinouya. Mari iyi ichashandiswa nebazi redzidzo repuraimari nesekondari pamwe chete neredzidzo yepamusoro, sainzi…

Chii chaitika kumaticha?

SVONDO rino tine nyaya inoshatirisa pamwe nekunzwisa hurombo zvikuru — nyaya ine vhidhiyo riri kutenderera iro rinoburitsa mumwe mudzidzisi achirwisana nemwanasikana wechikoro uyo akapfeka yunifomu pachikoro apo vamwe vana nematicha…

Pane vanhu hapashaye mutauro

BEMBERA PADARE naWedzerai Nhemachema PANOGARA vanhu vakawanda munharaunda, nemitauro inowandawo. Asi munhu akaziva mutsauko wechanaka nechakaipa, kugarisana zvakanaka ipfuma huru muhupenyu hwevanhu. Kuti vanhu vagarisane zvakanaka, panoda dzidziso yakawanda. Dzidziso…

Chelsea ban to be lifted

LONDON. – The Court of Arbitration for Sport are considering lifting Chelsea two-window transfer ban after hearing on Wednesday. The Blues were initially sanctioned by world governing body FIFA in…

Mukadzi roja owaridza mubhedha walandlord …. ‘Musarwadziwe, ndini ndinotumwa nababa’

Nyasha Bvudzijena MURUME anova muridzi wemba iri mumusha weKuwadzana, muHarare, anonzi ari kutsika madziro achiramba kuti roja rake rechidzimai — iro rinotsvaira mubhedhurumu make nekumuitira mamwe mabasa — ridzingwe pamba…

Maticha obairwa zvitupa…5 000 vakatotanga kunyoresa

Paidamoyo Chipunza MATICHA 5 000 vakadzidzira basa vakatotanga kunyoresa kutsvaga mabasa nemusi weMuvhuro uno kumatunhu akatekeshera nenyika apo Hurumende iri kutora matanho ekuderedza huwandu hwevarairidzi vasiri kushanda. Kunyoreswa uku kuri…

‘Futi ndiwe wakandizadza HIV’

Nyasha Bvudzijena MURUME samusha akazochema-chema mudare redzimhosva achiti akagurwa kunorira nemudzimai wake uyo asina kumubudira pachena pavakaroorana kuti ari kurarama neutachiona hweHIV zvikazoita kuti amutapurire hosha iyi. Kufakunesu Kembo akamhan’arira…

×
×