Improved service at border posts commendable
User experience at the country’s borders has been remarkably good this holiday.
Social media ngaisimudzire mhanzi
Malven Mugadzikwa MUIMBI ari kusimukira mumusambo wechitendero anoti zvakakosha kubatana nevaimbi vagara mune zvemimhanzi uye kushandisa nzira dzechizvino-zvino (social media) kusimudzira indasitiri iyi zvichitevera nyaya yepairesi iyo iri kurozva simba…
Akadhudhudzira wemakonzo arambwa
Tatenda Shuro MUKOMANA wemuHarare akadhonzera aimbove musikana wake kudare reHarare Civil Court achiti ari kuramba kurambwa uye akatombosvika pakunwa muchetura achida kuzviuraya. Brian Tsere akamhan’arira Jane Sakanda kudare iri achida…
Mumugwagwa hamudi mukonyo
BEMBERA PADARE naWedzerai Nhemachena ZVINONGODA mwoyo murefu kufamba mumigwagwa yemuZimbabwe nokuti vamwe vatyairi vedzimotokari vanotyaira mota dzavo, pamwe nedzevamwewo vanofambamo sevasina kumbopfuura nekunotorwa marezinesi ekutyaira. Nokuti tine chinangwa chekunoona mhuri…
Chipfambi chobhebha kuHopley
Muchaneta Chimuka MABASA echipfambi anonzi abhebha mumusha weHopley, muHarare, zvichikonzerwa nezvakawanda kusanganisira hurombo. Tsika dzinoshoreka idzi dzinonzi dzadzika midzi mumazera akasiyana evanhurume nevanhukadzi zvose. Izvi zvakabuda pagungano rakaitwa nguva pfupi…
‘NDINI NDAKADYA MUNHU’
Kingstone Mapupu VANHU vaiva vakaungana parufu rwemudzimai ane mutumbi wakanga uchangobva mukuvigwa kwaMurehwa vakashamiswa apo imwe mbuya inova ambuya kumhuri yakafirwa inonzi yakadura kuti ndiyo yainge yauraya munhu. Mbuya Enerita…
Couple call for global prayer to resurrect their dead child
A day after their daughter’s death, her parents, called for “global prayer” to resurrect her. Olive Alayne Heiligenthal (2) died early December 14 in northern California. She stopped breathing in…
Mukadzi opa varume muti wemubobobo
Danisa Masuku MUDZIMAI anogara kuFudu, mudunhu reNkayi, kuMatebeleland North, akapotsa arohwa neveruzhinji mushure mekudura kuti anotengesera varume mushonga wemubobobo. Mubobobo mushonga unoita kuti munhurume asherekete nemunhukadzi munhu anenge achishinhwa naye…
Oil prices surge
Oil prices rose yesterday, buoyed by a potential breakthrough in the Sino – US trade war and OPEC-led efforts to constrain supply, although trading was quiet as many markets were in holiday mode.
HAS brace for senior champs
HARARE Amateur Swimming Board vice chairperson Zanele Nkomazana says the upcoming National Senior Championships to take place from January 8 to 12 in Bulawayo remain important for their swimmers as they get the opportunity to compete with their counterparts at national level.








