Osvipirwa mate kumeso
Courtney Munodawafa MURUME samusha anoti anzwa nekugara achirikitwa kurohwa neaimbova mudzimai wake uyo anouya kumba nekubasa uye dzimwe nguva anomusvipira mate kumeso nekumumwaya fodya yebute. Isaac Mavhirizhe akaendesa Loveness Zongore…
Zimbabwe yorwisa nzara
Muchaneta Chimuka SANGANO reZimbabwe Civil Society Organisations Scaling Up Nutrition Alliance (ZCSOSUNA) rinoti zvakakosha kusimudzira chirongwa chekunzvera nyaya dzeutano zviri maringe nekuwanisa veruzhinji chikafu chinovaka muviri. Izvi zvakabuda pamusangano wakaitwa…
Mbudzi kudya mufenje hufana nyina
Wedzerai Nhemachena KANA mubereki achionekwa nevana vake achidya huku yose ari oga mumba, vana vakatarisa, maitiro akadai aya kudyara mhodzi ichakura igodiridzirwa nevadiki kudzamara vadiki vose mumba vave kudaro kumhuri…
Solid preparations key to World Cup dream
THE dominant Zimbabwean sports story this week has predictably been the Warriors knowing their opponents in the group phase of 2022 World Cup qualifiers.
‘Ngwarirai chikafu chamunodya’
Abel Ndooka VERUZHINJI vanokurudzirwa kuti vangwarire chikafu chavanodya uye vagare vachiziva kuti pane chimwe chinopokana navo (allergy) izvo zvinogona kuzovarwarisa. Kurudziro iyi yakaitwa nenyanzvi yezveutano, Professor Elopy Sibanda veTwin Palms…
Uri kuenda kupi usina tauro, toothbrush kana pfungwa?
Imbwa haihukurire sadza naIgnatius Mabasa HUKAMA ndiyo simende inotibatanidza sevanhu vatema, asiwo ihwo hukama uhwu hunomborema nekudzima magetsi muhupenyu hwedu kunyanya munguva dzino dzatiri. Mumwe mudzimai akati: “Tete, hanzvadzi yababa…
Mudzimai hutu ne’muzukuru’ wekubasa
Nyasha Bvudzijena MURUME wemuHarare anoti akaitwa zvinorova nemudzimai wake uyo akaunza chikomba chake kuti achipinze basa pakambani yake achiti muzukuru wake. Clive Togara akataura mashoko aya mudare reHarare Civil Court…
‘Ndibhadhare nekuti ndakakupinza basa’
Nyasha Bvudzijena MUMWE mukadzi anoti ari kuoneswa ndondo nemukoma wake uyo anoda kuti amubhadhare mushure mekutsvagirwa basa nemurume wake zvekuti akatombomupa US$500, asi anoti mari iyi ishoma. Izvi zvakabuda mudare…
Locusts approach common border of Uganda, Kenya
KAMPALA. – Ugandan Prime Minister Ruhakana Rugunda said the country is on high alert as locusts draw close to the common border with Kenya. All nine ministries have been instructed…
Anotakura amai vari musvo
Courtney Munodawafa MUMWE mudzimai anoti ari kushungurudzwa nemwanakomana wake — uyo akambomutakura arwara akaenda naye kuchipatara ari musvo — uye waanoti anogara achimuudza kuti hondo iri pakati pavo yakafanana neyeDynamos…







