Anotakura amai vari musvo

Courtney Munodawafa MUMWE mudzimai anoti ari kushungurudzwa nemwanakomana wake — uyo akambomutakura arwara akaenda naye kuchipatara ari musvo — uye waanoti anogara achimuudza kuti hondo iri pakati pavo yakafanana neyeDynamos…

Mukuwasha odashura tezvara

Nyasha Bvudzijena MURUME anogara kuKuwadzana, muHarare — uyo anorwara nepfungwa — anoti hanzvadzi yake inobatsirana nemurume wayo kumurova. Izvi zvakabuda mudare reHarare Civil Court apo Mary Tsingano akamhan’arira Shingirirai Tsingano…

Locusts approach common border of Uganda, Kenya

KAMPALA. – Ugandan Prime Minister Ruhakana Rugunda said the country is on high alert as locusts draw close to the common border with Kenya. All nine ministries have been instructed…

Kurima howa kune mari

Malven Mugadzikwa VARIMI vokurudzirwa kuvandudza mabasa avo kuburikidza nekurima zvimwe zvirimwa zvinopa mari nekukasika zvakadai sehowa. Vazhinji vanotya kurima kana kudya howa nekuti vanofungidzira kuti chirimwa ichi chinouraya chikabikwa kana…

Karate handi kurwa: Chirumhanzu

Abel Ndooka SHASHA yekarate yechidzimai, Grace Chirumhanzu, anoti mutambo uyu unodzidzisa vanhu kuzvibata uye kuzvidzivirira kwete kufamba uchirwisana nevanhu. Chiramhanzu mumwe wemadzimai vane mukurumbira vari kusimudzira mureza weZimbabwe kunze kwenyika…

More defeats than Moyes, this isn’t Utd

The thousands who left Old Trafford early during Wednesday’s miserable 2-0 home defeat to Burnley made that abundantly clear.

‘Vanhurume zvibatei’

Muchaneta Chimuka MUIMBI ari kusimukira mumusambo weSungura, Dennis Nyakudya (33) wekuDomboshava anoti vanhurume vanofanirwa kuzvibata uye vorega katsika kekutamba nevanasikana vevaridzi vachivapedzera nguva vasingazovaroora. Nyakudya — uyo achangobva kubura nziyo…

Chevrons fall to Sri Lanka

SURANGA Lakmal took down Zimbabwe’s top three, first thing in the morning and Lahiru Kumara blasted out the tail late in the day.

‘Vanoda kundikanda mudhamu’

Courtney Munodawafa MUMWE mudzimai anoti ave kugara akabatira hana yake mumawoko nekutya murume nemudzimai wake avo vanova vavakidzani vake vanomuudza kuti vachamubaya nebanga, vonokanda matumbu ake mudhamu. Nyaradzai Muchenagumbo akamhan’arira…

Muimbi akapona mutsaona 3

Abel Ndooka Tichaona Tasara akawanirwa nyasha muhupenyu hwake uye anorumbidza Mwari zvikuru zvichitevera kupona kwaakaita mutsaona nhatu dzemumugwagwa mukati memakore maviri. Tasara — uyo anotungamira chikwata chePowers of Angel —…

×
×