‘Vatambi vetsiva vodya nhoko dzezvironda’

Abel Ndooka PUROMOTA wetsiva Clyde Musonda anoti vatambi vemuno vane chitsama parizvino vave kudya nhoko dzezvironda sezvo vazhinji vavo vachirarama kuburikidza nemutambo uyu uyo wakambomiswa kutambwa senzira yekudzivirira kupararira kwechirwere…

Magonyeti ngaadziviswe kutakura vanhu: Mambo

Kingstone Mapupu MAMBO Chundu vekuHurungwe, kudunhu reMashonaland West, vari kunyunyuta pamusoro pevatyairi vemarori emagonyeti anoshandisa mugwagwa mukuru unobatanidza Harare neChirundu ayo avanoti ari kutakura vanhu husiku izvo zvine njodzi huru…

Vana vemuZimbabwe musavhunduke: WHO

Paidamoyo Chipunza naConrad Mupesa HAPANA chikonzero chekuti vanhu vemuZimbabwe vavhunduke zvichitevera kukwira kuri kuita huwandu hwevanhu vari kuvhenekwa vachibatwa vaine hutachiona hwecoronavirus hunokonzera Covid-19, sangano rinoona nezveutano pasi rose reWorld…

Covid-19: Madzishe vodzidziswa

Tandayi Motsi MADZISHE, masadunhu nevamwe vatungamiriri vematunhu vakawana dzidzo kubva kuHurumende iri pamusoro pekuipa kwetsika yekuhwandisa vanhu vanenge vabva kunze kwenyika vasingazivise vezveutano senzira yekudzivirira kupararira kwecoronavirus iyo inokonzera chirwere…

MAONERO EDU- Covid-19: Hondo haisati yapera

SVONDO rino Hurumende yakatora matanho ekusimbaradza chirongwa chekuti veruzhinji vasangofambe-fambe asi kuti vagare kudzimba senzira yekumisa kupararira kwehutachiona hwecoronavirus — uho hunokonzera chirwere cheCovid-19. Izvi zvinotevera kukwira kuri kuita vanhu…

‘Lockdown’ nenguva yekutevera

Muchaneta Chimuka PANGUVA ino apo Zimbabwe iri kurwisa chirwere cheCovid-19, zvakaonekwa kuti zvakakoshawo kuti veruzhinji vakoshese utano hwesikarudzi pasi pezuva reWorld Menstrual Day sezvo zviviri izvi zvichidyidzana pakuti zvose zvinoda…

Misangano ikawandisa inouraya basa

naWedzerai Nhemachena KUITA misangano kwakanaka zvikuru nokuti kunobatsira vanhu kuziva zvatinofanira kuita pabasa, uye kuziva kuti ndiani achaita basa ripi, nguva dzipi kuti zvinangwa zvedu zvibudirire mumusha, mukambani kana munyika.…

DeMbare yoshandisa Zoom

Abel Ndooka MURAIRIDZI weDynamos FC, Tonderayi “Stanza” Ndiraya anoti chikwata chavo chiri kushandisa dandemutande kuburikidza neZoom kuita gadziriro nevatambi vari kudzimba dzavo. Nekuda kweCovid-19, nhabvu muno nemimwe mitambo yakasiyana yakambomiswa…

Covid-19: Ashora dare oripiswa mbudzi

Kingstone Mapupu SADUNHU Gwindi vekwaMambo Chinhamora, kuDomboshava, vanoti nechinangwa chekusimbisa chirongwa chekurwisa kupararira kweCovid-19, vari kuronga kudzika murawo wekuripisa nehuku kana mbudzi vose vachabatwa nemachinda avo vasingatevedze mitemo yeHurumende yakananga…

Kurima matura achifashukira

Rabson Musimudziwa MWAKA wa2019-2020 wanga wakatsonga kuburikidza nekunaya mvura shoma. Asi kunyangwe zvakadaro, VaEckinos Gombera, murimi wekuRosa, munzvimbo yeChiweshe, vanofadzwa zvikuru negoho ravakawana mushure mekunge varima mbeu mbiri dzekukambani inouchika…

×
×