Akafa achidya nhunzi…‘Ndini ndakamuroya’
Kingstone Mapupu MURUME wemubhuku raRubatika, kwaSeke, ari kunzi akafa achidya nhunzi sezvinoita garwe mushure mekunge aba zvinhu zvainge zvakagadzirwa nemishonga yerukwa pamumwe musha uri mubhuku iri. Zvinonzi murume uyu —…
Poitwa ongororo yeCovid-19
Tandayi Motsi BAZI rezveutano nekurerwa kwevana rinoti richaita ongororo kwemasvondo matatu kutanga nemusi weMuvhuro unotevera nechinangwa chekuda kuziva mamiriro akaita nyaya yevanhu vane hutachiona hwecoronavirus uho hunokonzera chirwere cheCovid-19 munyika…
OGERWA VHUDZI NEBANGA… Uku achironhwa nemugoti… Uku achibhutsurwa… Hanzi nekuti anomunyeya
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) anoti ari kuferefeta nyaya yevhidhiyo riri kutenderera richiratidza mudzimai ari kurova mumwe musikana nemugoti kudzimara watyoka, ndokuzomugera kana kumucheka vhudzi rake nebanga achimupomera…
197 000 vanoshaya mumaguta vobatsirwa
Tandayi Motsi HURUMENDE inoti kusvika pari zvino yabatsira mhuri dzinotambura mumaguta nemumadhorobha dzinosvika 197 000 nemari yekuti dziwane raramo pasi pechirongwa chekuyamura vanoshaya zvichitevera kukanganiswa kwavakaitwa nekuda kwechirwere cheCovid-19. Vachitaura…
Vodhakwa nesanitiser
Paidamoyo Chipunza VAMWE vanhu vari kudzoka muZimbabwe vachibva kunze kwenyika vanonzi vari kuisa utano hwavo panjodzi huru nekunwa kwavari kuita mushonga unoshandiswa kubvisa kana kuuraya hutachiona – sanitiser – senzira…
MWANA AKAPONDA AMAI
Muchaneta Chimuka MUNYAYA inofungidzirwa kuti ine chekuita ne “Satanism”, mumwe mukadzi ange achishanda samukoti paChitungwiza Central Hospital anonzi akapondwa nemwanakomana wake achiita zvekubaiwa-baiwa nebanga nezvimwe zvakapinza mumusoro nemuviri wake wose…
Covid-19 yovhura mimwe mikana
Kingstone Mapupu SANGANO reEnvironmental Management Agency (EMA) riri kushandisa mukana wekugara kwevanhu kudzimba senzira yekurwisa kupararira kweCovid-19 kuita mabhindauko emawoko nechinangwa chekusimudzira upenyu hwavo. VaMunyaradzi Nhariswa, avo vanova Environmental Education…
Madzishe, machechi vofambisa mashoko
Munyori weKwayedza HERUMENDE yakatora mamwe mapoka anosanganisira madzimambo, masadunhu nevakuru vemachechi kuti vave muchikamu chekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 (Covid-19 Taskforce) nechinangwa chekuti mashoko ari pamusoro pedenda iri asvike kuvanhu vose.…
Vabatsira vana vanoshaya
Kingstone Mapupu SANGANO reCreating Better Futures (CBF) iro rinobatsira vana vemhuri dzinotambura pamwe chete nenherera rinoti kuuya kwechirwere cheCovid-19 kwadzosera shure zvikuru mabasa ekusimudzira raramo yevana. Mashoko aya akataurwa maMai…
Drama at prophet’s house: Man with ‘disabled manhood’ demands to be unlocked
Gibson Mhaka RESIDENTS of Mpopoma suburb in Bulawayo were left reeling in shock after a man who accused his wife of cursing his manhood forced-marched her to the house of…











