Covid-19: mahomva otaura -‘Gezai mamasiki’ -‘Moita hutsanana’ -‘Regai kuungana’

Phillipa Mukome-Chinhoi VERUZHINJI vari kukurudzirwa kuti vasapfeke kana kushandisa mamasiki anenge aine tsvina asi kuti akachena, voregazve kuita chitsokotsoko uyewo vachikoshesa hutsanana sekugeza maoko avo achichena nesipo nemvura inochururuka senzira…

Tava kumbozama chivanhu: Mambo

Kingstone Mapupu MASVIKIRO nen’anga vekuHurungwe, kuMashonaland West, vari kuronga kuita mutambo webira rekutsvaga mazano kubva kumidzimu nemhondoro pamusoro penyaya yekumisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 icho pachivanhu chavari kuti “divauriti” kana “mututahuni”.…

Zimpapers younganidza rubatsiro rweCovid-19

Muchaneta Chimuka KAMBANI huru munyaya dzezvenhau munyika muno, yeZimpapers, yakaparura chirongwa chekuunganidza mari yekubatsira mukurwisa chirwere cheCovid-19. Chirongwa ichi chichaona vashandi vose veZimpapers vachikurudzira veruzhinji kuti vatsigire zvirongwa zvekurwisa kupararira…

‘Misai moto wesango’

Muchaneta Chimuka HURUMENDE iri kutarisira kuti kupiswa kwemasango kuchaderera nechikamu che25 percent mwaka uno izvo zvinozorerutsa dambudziko ragara richisanganikwa naro gore negore iri. Kuchengetedzwa kwemasango kunoramba kuri donzvo guru renyika…

City lawyer in forex deals storm

Raymond Jaravaza STOP me if you can! A prominent Bulawayo lawyer Tinashe Runganga of Tanaka Law Chambers has been sucked into an illegal foreign currency dealings storm after he was…

Embrace your one-minute man

Nhlalwenhle Ncube IT is every woman’s dream to have a satisfactory sex life. But if your partner has a problem of premature ejaculation also know as PE, I challenge you…

Kugara pamba kwakubhowa: Siyachitema

Abel Ndooka MURAIDZI wechikwata chenetball cheGlow Petroleum, Perpetual Siyachitema, anoti kungogara pamba kwave kubhowa uye anoshuvira kuti kudai chirwere cheCovid-19 chachipera kuitira kuti adzokere kubasa rake raanodisisa. Kubva pakatanga chirongwa…

Tiri kuronga kudzora nhabvu: Zifa

Abel Ndooka MUKURU wesangano rinoona nezvenhabvu muno reZifa, Felton Kamambo, anoti hutungamiri hwenhabvu huchasangana svondo rino kuti vagokurukura nechinangwa chekuti mutambo uyu udzoswe asi uchizotambwa pasina vatsigiri. Nhabvu yemuno yaifanirwa…

Divine Lunga reminisces about Afcon

In football, one match at an international spectacle can make or break a player. This is a popular phrase that has discernible examples in the beautiful game. In a nutshell…

Rega kujairira kuita huchapa

CHIRWERE cheCovid-19, icho chinokonzerwa nehutachiona hwecoronavirus, chiri kuramba chichipararira muZimbabwe uye kusvika pari zvino vanhu 314 vabatwa vainacho. Hurumende pamwechete nemapoka akasiyana vari mushishi kurwisa kupararira kwechirwere ichi. Asi, zvakakosha…

×
×