Mash Central yoda zvikoro 100 zvitsva
Cletus Mushanawani ari kuBINDURA DUNHU reMashonaland Central Province rinonzi rakatarisana nekushomeka kwevarairidzi sezvo kuchinzi kunodiwa mamwe maticha 2 600 pamwe nezvikoro zvitsva 100 kuitira kuti zvinge zvichikwanirana nehuwandu hwevana veko. Mukuru
‘Rimai mbeu yakauchikwa’
Lizzy Mushoriwa VARIMI vokurudzirwa kuti varime mbeu yakauchikwa sezvo ichitirira muzuva, isingabatwe nezvirwere zvakasiyana nyore pamwe nekuvapa goho guru. Kurudziro iyi yapihwa svondo rapera naVaIvan Craig vanove director sales and marketing
O-LEVEL —KEREKE INOFA: Matambudziko anosangana nevatambi
Munyaradzi Gunduza 4. TSANANGURA matambudziko mashanu anowira vatambi muna Kereke Inofa. [25] Vatambi vanosangana nematambudziko ekutapurirwa chirwere cheshuramatongo. Izvi zvinobuda kuna Beauty naSusan pavanenge vari muchipatara cheWest End
Zim wrestler eyes WWE
Tadious Manyepo, Harare Bureau AMBITIOUS Zimbabwe professional wrestler Jonathan Muvingi has set his sights on competing in the World Wrestling Entertainment arena after posting some fine performances in the last…
A-LEVEL — ANHONGA VHUNZE NEMUROMO: Hunhubu hwaCindy
Munyaradzi Gunduza HUNHUBU hunoitwa naCindy hunoita kuti ave mukadzi anoshoreka. • Kuramba kubatirwa nhare yake nemurume achiti ngaaisiye yakadaro kunyangwe ikarira asipo nekuti ikodzero dzake. • Kufamba akapfeka nhumbi dzinomubvisa…
Chiefs find base in Luveve
Nkosilodumo Ndebele . FOLLOWING the condemnation of Ross Camp ground in Bulawayo which was earmarked for use by Bulawayo Chiefs in the 2018 Premier Soccer League season by the First…
Aguero akasvipirwa mate
MANCHESTER-CITY inoti ichaita ongororo yemashoko anoti Sergio Aguero akasvipirwa mate nemumwe mutsigiri mushure mekunge chikwata ichi – icho chiri muEnglish Premier League – chatadza kuenderera mberi mumutambo weFA Cup
Busy weekend as Urban Culxure celebrates four years
Nkululeko Nkala One finds weekends when absolutely nothing is happening in Bulawayo and you wona��t even know what to do. There are also those weekends when one is spoilt for…











