‘Vanhu regai kuvarairwa’
Abel Ndooka MUIMBI wemusambo weChimurenga — Norest “Mambo Chingaira Makoni” Magede — anokurudzira veruzhinji kuti vasavarairwe vachifunga kuti Covid-19 hakuchisina, asi kuti varambe vachitevedzera matanho ose akatarwa neHurumende pamwechete nesangano…
Zambuko remurwizi rwaMwarazi rogadziriswa
Kingstone Mapupu ZAMBUKO remurwizi rwaMwarazi riri mumugwagwa weHeadlands-Chiendambuya kudunhu reManicaland iro rakadamburwa nemvura mumwedzi waKukadzi gore rino rogadziriswa nechimbi-chimbi neHurumende uye izvi zvinotevera kudzoserwa shure kwange kwaitwa mabasa ebudiriro munzvimbo…
Pfumvudza yepiri yakaparurwa
Muchaneta Chimuka HURUMENDE yakaparura chirongwa chepiri chePfumvudza/Intwasa kuDomboshava nguva pfupi yadarika nedonzvo rekusimudzira nyaya dzekuwaniswa kwechikafu munyika kuburikidza nekushandiswa kweruzivo rwechizvino-zvino uye zviwanikwa. Varimi vazhinji vari kupembedza chirongwa chePfumvudza sezvo…
DeMbare ndokuti bhora: Jaure
Abel Ndooka MUTAMBI weDynamos FC nechikwata chenyika chemaWarriors – Partson Jaure – anoti kudzoka kwenhabvu kunofadza zvikuru sezvo mutambo uyu uriwo unounza raramo kuvatambi vazhinji. Jaure, uyo anove kaputeni weDeMbare,…
‘Ndinoda kusimudza mureza weZim’
Abel Ndooka SHASHA yemujaho wewiricheya iri kusimukira, Stella Jongwe (20), anoti chishuvo chake kusimudzira mureza weZimbabwe kuburikidza nekuhwina mitambo yakawanda pasi rose. Jongwe, uyo anorairidzwa neimwe nyanzvi yemujaho ine mukurumbira…
‘Covid-19 ichiripo’
Tandayi Motsi BAZI reutano nekurerwa kwevana riri mushishi yekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 kunzvimbo dzakasiyana dzenyika uko kwachiri kunyuka, kusanganisira kumakoreji nemuzvikoro, uye veruzhinji vari kukurudzirwa kuti varambe vachitevedzera matanho akatarwa…
Ongororo yevanotambura yoitwa
Nqobile Tshili HURUMENDE iri kuita ongororo yakananga kuona vanhu vanoshaya vanoda rubatsiro kumaruwa zvichitevera goho guru rechibage nezvimwe zvirimwa mwaka uno nechinangwa chekubatsira vanotambura panguva iyo nyika iri kurwisana nechirwere…
Taona moto: Chibhodhoro
Kingstone Mapupu SHASHA yemumhanzi nekuita mitambo yemadhirama, John “Chibhodhoro” Muyambo, anoti ari kukwangwaya nemhuri yake sezvo pari zvino kuita mashoo kusiri kutenderwa nechinangwa chekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19. Chibhodhoro (70) akaita…
Vanhu vashanu vafa
Tandayi Motsi VANHU vashanu vakafa nechirwere cheCovid-19 nemusi weMuvhuro svondo rino izvo zvabva zvaita kuti huwandu hwevashaya nedenda iri kubvira parakanyuka muno gore rapera husvike pa1 611. Magwaro anoburitswa pazuva…
Mudzimai waGringo ave nemwana
Malven Mugadzikwa MUDZIMAI weaimbove shasha yemitambo yemadhirama neny’ambo – mushakabvu Lazarus “Gringo” Boora – akabatsirwa nemwana mukomana uye anoti ari kutsvaga rubatsiro rwekuriritira mhuri yaakasiirwa. Netsai Meki anoti ari kufara…











