‘Koshesai curfew’
Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) ari kuyambira veruzhinji – zvikuru vatyairi vemagonyeti nedzimwe motokari – kuti vasiyane netsika yekufamba munguva isingatenderwe pasi pemitemo yekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 (curfew)…
Lockdown itsva yorumbidzwa
Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vari kutambira nemaoko maviri matanho matsva akatorwa neHurumende ekusimbaradza kurwisa chirwere cheCovid-19 zvichitevera kukwira kuri kuita huwandu hwevanhu vari kubatwa nedenda iri munyika muno. Mutevedzeri wemutungamiriri wenyika…
‘Ndinosva ndanwa hangu weti’
Kingstone Mapupu MURUME anogara kuUnit A, kuChitungwiza, uyo ari kuzvimba gumbo rekurudyi zvekutadza kupfeka matarauzi kana kufamba uye wekuti akashinhirirwa neshamwarikadzi yake iyo iri kuti kana achida kupona anotofanirwa kunwa…
‘Regai kukwira mushika-shika’
Abel Ndooka SANGANO rePassenger Association of Zimbabwe (PAZ) riri kukurudzira vafambi kuti vasakwire mota nemakombi zvemushika-shika sezvo zviine njodzi huru yekukonzera kutapuriranwa kwechirwere cheCovid-19. Pasi pemitemo yekurwisa denda iri, mabhazi…
Vozeya zve’HIV ring’
Muchaneta Chimuka DAMBUDZIKO rechirwere cheCovid-19 harisi kuzokanganisa chirongwa cheongororo yeringi rinodaidzwa kuti “Dairivirine ring” iro riri kugadzirwa kuti rizoshandiswa nevanhukadzi kuzvidzivirira kuhutachiona hweHIV muAfrica. Mashoko aya akataurwa naDr Nyaradzo Mgodi…
Vechidiki vobatsirwa
Muchaneta Chimuka SANGANO reZimbabwe Youth Council (ZYC) rinoti rakanyoresa makambani anosvika 1 800 munyika yose ayo achange achitungamirirwa nevechidiki sedanho rekuona kuti vawaniswa mabasa, zvikuru munguva ino apo nyika yakatarisana…
255m vakarasikirwa nemabasa: ILO
Tandayi Motsi SANGANO rinoona nezvevashandi pasi rose reInternational Labour Organization (ILO) rinoti vashandi vanosvika 255 miriyoni vakarasikirwa nemabasa gore rapera zvichitevera kunyuka kwakaita chirwere cheCovid-19. Vachitaura svondo rapera vari kumuzinda…
‘Kurwisa Covid-19, chibharo kunoda mushandirapamwe’
Munyori weKwayedza VERUZHINJI vokurudzirwa kuti vakoshese nyaya yekurwisa kumbunyikidzwa kwevanhukadzi kuburikidza nekubatwa chibharo kana mhirizhonga yemudzimba panguva iyo nyika iri mushishi nekurwisawo kupararira kwechirwe cheCovid-19. Kurudziro iyi yakaitwa nemusi weChina…
CDC yopembedza Zim
Mukudzei Chingwere ZIMBABWE yakaiswa pachikero chenyika dzisina njodzi yakakura dzinokwanisa kushanyirwa zvichitevera ongororo yakaitwa neboka reCentres for Disease Control and Prevention (CDC) izvo zvinove chiratidzo chebasa guru riri kuitwa nenyika…
Vechidiki vodzidziswa nezveCovid-19
Muchaneta Chimuka VECHIDIKI vari kumativi mana enyika vobatsirika zvikuru kuburikidza nechirongwa chepadandemudande (WhatsApp Group) apo vari kuwana chenjedzo maringe nenyaya dzekurwisa mhirizhonga pakati pavo uye matanho avangatora mukurwisa chirwere cheCovid-19.…










