Vechidiki nezvinodhaka

Abel Ndooka SANGANO rakazvimirira reShifting your mindset riri kurwisa kutorwa kwezvinodhaka nevechidiki sezvo dambudziko iri richikonzera kuti vamwe vavo vapare mhosva nekukanganisa ramangwana ravo. Dambudziko revechidiki vari kutora zvinodhaka rakawedzera…

Mhirizhonga inowanda munguva yelockdown

Muchaneta Chimuka SANGANO reTrocaire — rakabatana nemamwe anosanganisira reMusasa Project, vabati vemitemo pamwe nenhengo dzedare reParamende — nemusi weChina vakaparura bhuku riri pamusoro pematambudziko ari kusanganikwa nawo nevanhukadzi munguva ino…

‘Hupenyu hwevatambi hwoendeka’

Abel Ndooka MURAIRIDZI weTriangle United kana kuti Sugar Sugar Boys, Taurai Mangwiro, anoti kudzoka kwenhabvu kuri kuona hupenyu hwevatambi vakawanda huchitanga kuendeka sezvo vazhinji vange vakakanganisika nekugara kudzimba senzira yekudzivirira…

Ongororo yezvifuyo nezvirimwa yoitwa

Muchaneta Chimuka MUCHIITIKO chekutanga chinoratidza budiriro maringe nenyaya dzekuita ongororo yezvekurima, boka reZimbabwe National Statistics Agency (Zimstat) riri kuita tsvakurudzo yehuwandu hwezvipfuyo uye goho mumwaka wa2021 richishandisa dandemutande remhando yeComputer…

‘Musapfachure zvamakakohwa’

Kingstone Mapupu MAMBO Chiswiti vekudunhu reMt Darwin vanoyambira varimi kuti vasiyane netsika yekutengesera zvavakakohwa kumakoronyera avo vanovarozva pamutengo. Kurudziro iyi inotevera goho guru rakawanikwa munyika nekuda kwemvura yakanaya zvakanaka uyewo…

Murwere odzingwa pamusha

Muchaneta Chimuka MURUME wekuBikita, kuZaka, mudunhu reMasvingo — uyo ava nemakore 11 achirarama nehutachiona hweHIV — anoti haasisina rugare zvichitevera kushungurudzwa kwaari kuitwa nemukoma wake uyo akamudzinga pamba zvekuti ava…

Owetera mumigomo izere mvura yekunwa

Kingstone Mapupu MURUME anogara mumusha weBudiriro 5B, muHarare, anonzi akawanikidzwa nguva pfupi yadarika ari pamba pemuvakidzani wake achiitira weti mumigomo nemumadhishi ainge aine mvura yekunwa neyekugeza. Mashura aya anonzi akaitika…

ZOC yoyambira vatambi

Abel Ndooka SANGANO reZimbabwe Olympic Committee (ZOC) riri kukurudzira vatambi vakabudirira kuenda kunokwikwidza kumitambo yeTokyo 2020 Olympic Games, kuJapan kuti vatevedzere mitemo yose yeWorld Health Organization (WHO) yekudzivirira kupararira kwechirwere…

Covid nezviri kuitika parufu

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti inoshushikana zvikuru nekusatevedzerwa kuri kuitwa mitemo yakadzikwa yekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19 neveruzhinji, zvikuru parufu apo vamwe vari kuvhura mabhokisi ane zvitunha vachida kuonekedzana nevafi. Vachitaura nemusi…

Mhondi yakanyora chitunha 666

Judge Jarachara MAPURISA ekuBulawayo akasunga murume ari kupomerwa kuti ndiye akaponda mumwe mukadzi aiita mabasa echipfambi pane imwe hotera yeko, ndokusiya amunyora nhamba inoti 666 pamwe nemucherechedzo wenyeredzi padumbu rake,…

×
×