Vopinda ‘machena’ nedovi

Kingstone Mapupu, Mary Chimenya naBeatrice Gadaga MHURI yemumusha weMbare, muguta reHarare, iri kusimudzira vechidiki nekuvapinza mabasa anoita kuti vabatsirikane kubva mumatambudziko ekuomerwa neupenyu ayo ari kukonzerwa nechirwere cheCovid-19. Vechidiki ava…

Covid-19: Vanhu varivara

Muchaneta Chimuka VANHU vazhinji vanotaridza kuti havasisina hanya nekutevedzera mitemo yakatarwa neHurumende pamwe nesangano reWorld Health Organisation (WHO) yekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 sezvo vasisiri kupfeka mamasiki uye kungoungana zvisina tsarukano.…

Covid-19 yorwiswa kumisika yefodya

Kingstone Mapupu CHAMANGWIZA mutsva wekambani yeTobacco Industry and Marketing Board (TIMB), VaMeanwell Gudu, vanoti vakazvipira kusimudzira mabasa ekutengesa fodya munyika uye pari zvino vari mushishi yekusimbaradza kudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19…

Vakaroverwa kuvakira guva

Kingstone Mapupu MHURI igere mubhuku raRudhanda, kwaMambo Bota, kuZaka, kudunhu reMasvingo, inonzi yakarohwa husiku nevanhu vasingazivikanwe svondo radarika vachinzi sei vakavakira guva remwanasikana wavo, iro rainge rambofuma rakafukunurwa achangobva mukuvigwa.…

Covid-19 ngaidzivirirwe muzvikoro

Muchaneta Chimuka VADZIDZI vemuzvikoro zviri kumativi mana enyika vokurudzirwa kuti vakoshese kutevedzera matanho akatarwa ekumisa kupararira kwechirwere cheCovid-19 akadai sekupfeka mamasiki, kugeza maoko nemvura ine sipo kana kushandisa sanitizer uye…

‘Tevedzerai mitemo  yekurwisa Covid-19’

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti iri kushungurudzika zvakanyanya nekusatevedzerwa kuri kuitwa matanho akatarwa ekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19 neveruzhinji nekudaro vabati vezvemutemo vachasimbaradza ongororo yekuona kuti mitemo yekurwisa denda iri yatevedzerwa nemazvo.…

Zvidzidzo zvepaTV zvovhara mukaha  

Munyori weKwayedza HURUMENDE nemusi weMuvhuro svondo rino yakaparura chirongwa chezvidzidzo zvepaterevhizheni nechinangwa chekuti vadzidzi vakwanise kudzoreredza nguva yavakarasikirwa nayo zvichitevera kuvharwa kwakamboitwa zvikoro senzira yekudzivirira kupararira kwechirwere cheCovid-19. Danho iri…

Sangano robatsira mapatya

Kingstone Mapupu SANGANO rinobatsira mapatya munyika reTwins Association of Zimbabwe (TAZI) rosimudzira raramo yavo kuburikidza nekuvatsigira mumabhindauko emaoko anosanganisira kupfuya huku panguva ino apo nyika yakatarisana nekurwisana nekupararira kwechirwere cheCovid-19.…

Voita mabhindauko anobatsira vakadzi

 Abel Ndooka SANGANO reVaChirenda Centre of Hope Foundation – rakabatana nemudzimai waMambo Seke, Mai Naume Chimanikire – riri kusimudzira raramo yemadzimai nevanasikana mudunhu rekwaSeke kuburikidza nekuvadzidzisa mabasa emaoko zvichitevera kudzorerwa…

500 000 vabaiwa majekiseni

Tandayi Motsi naMukudzei Chingwere VANHU vanodarika 500 000 kusvika pari zvino vabaiwa majekiseni ekutanga (1st dose) ekudzivirira chirwere cheCovid-19 inove budiriro huru apo Zimbabwe iri kuvavarira kuti pave nekuchengetedzeka (herd…

×
×