Matanho ekudzivirira Covid-19 muzvikoro

Tandayi Motsi HURUMENDE inoti nechinangwa chekudzivirira Covid-19 muzvikoro, pane zvikwata zvekumatunhu akasiyana enyika zvinodaidzwa kuti Provincial Education and Health Focal Teams izvo zvakadzidziswa pamusoro pezvinofanirwa kuitwa kumisa kupararira kwechirwere ichi.…

‘Lockdown ndiyo yakakonzeresa’

Abel Ndooka MUIMBI wehip-hop – Bonnie “Promics” Goredema – anoti kuuya kwechirwere cheCovid-19 kwakawedzera dambudziko revechidiki vanotora zvinodhaka zvisingatenderwe pasi pemutemo zvichitevera kupedza kwavakamboita nguva refu pasina zvavari kuita uye…

Anochengeta zvigubhu zvizere weti mumba

Kingstone Mapupu VAGARI vepapurazi reRasper kana kuti Parklanes Shade 2 riri kuPorta, kuNorton svondo rapera vakasara vasina neremuromo zvichitevera nyaya yemurume weko uyo akawanikwa aine weti mumba make yaidarika marita…

Ambuya muri pfambi: Mukuwasha

Danisa Masuku MURUME anogara mumusha weNkulumane, kuBulawayo, uyo wekugara achitukirira ambuya vake – amai vemudzimai – kuti ipfambi yemakoko uye kuti ndivo vari kufurira mukadzi wake kuti aite zvehunzenza akazodhonzerwa…

Dzivirirai kuita seIndia: WHO

Tandayi Motsi SANGANO reWorld Health Organisation (WHO) rinoti zvakakosha kuti veruzhinji varambe vachitevedzera matanho ekudzivirira kupararira kweCovid-19 uye zviri kuitika kuIndia neBrazil – uko pari zvino kuri kufa vanhu vakawanda…

Haisi mhondi, akabvumira kutya: ZRP

Kingstone Mapupu MAPURISA eZimbabwe Republic Police (ZRP) anoti mashoko ari mune imwe “audio” iri kutenderera pamadandemutande ari kutaurwa nemurume wekwaMutare ekuti iye nevamwe vake vanoponda vanhu ndeekunyepa uye akaita izvi…

‘Madzimai batanai pakurwisa Covid’

Muchaneta Chimuka GURUKOTA rezvekuburitswa kwemashoko, Senator Monica Mutsvangwa, vari kukurudzira vanhukadzi kuti varambe vachifambisa nyaya dzine chekuita nebudiriro yenyika uye kubatana mukurwisa chirwere cheCovid-19. Vachitaura nemusi weChitatu apo vaiparura chirongwa…

Mudzimai asununguka vana 9

MUDZIMAI ane makore 25 ekuberekwa wekuMali akasununguka vana vapfumbamwe – vasikana vashanu nevakomana vana – avo vanove vakawanda nevaviri pane vakange vamboonekwa mudumbu rake nemachiremba apo vakamuvheneka. Halima Cisse akabara…

Kunyai dzisimbe — Majabvi

Abel Ndooka SHASHA yakambonetsa munhabvu ichitambira zvikwata zvinosanganisira Dynamos FC, LASK Linz yekuAustria, Simba Sports Club yekuTanzania nemaWarriors — Justice “Chief Justice” Majabvi — anoti vatambi vemazuva ano vanofanira kushanda…

Monalisa okunga tsiva

Abel Ndooka SHASHA yetsiva yechidzimai — Monalisa “Queen Monalisa” Sibanda — inoti yadzoka mugym umo iri kuita gadziriro dzekurwira kuchengetedza bhande rayo reWomen International Boxing Association (WIBA) World Inter-continental light-weight…

×
×