Bhora mutambo

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambo weMerseyside Derby – FA Cup uripo pakati peLiverpool neEverton nemusi weSvondo kuAnfield Stadium uchapera sei? Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.

Hedzinoi mhinduro dzakatumirwa nevamwe vaverengi pamusoro pemutambo waiveko pakati peArsenal neChelsea kuEmirates Stadium nemusi weSvondo wadarika.

Mumutambo uyu, Chelsea yakahwinha 2 – 1.

Kudakwashe Mhlolo, Zvishavane — Arsenal 1 Chelsea 0.

Nyasha Madzaranganwa, Zvishavane – Arsenal 2 Chelsea 1.

0775 247 594 — Arsenal 2 Chelsea 1.

Jingalo Seke 8 — Arsenal 3 Chelsea 1.

Takaadiyi Wazeza, Chi-town, 0774 189 059 – Arsenal 1 Chelsea 2.

Pfachapfacha Claudia, Karoi 0783 132 018 – Arsenal 1 Chelsea 2.

Mark Kambuzuma, Glen Norah A, Harare — Chelsea 2 Arsenal 1.

Daniel Chazimbwa, Mt Darwin — Arsenal 1 Chelsea 1.

 

Related Posts

Kambo ‘Todya Mudododo’ kaenda nenyika

Daimon Phiri “Todya Mudododo” – rwiyo runozivikanwa zvikuru uye rwuri kupisa zvakanyanya mazuva ano. Rwiyo urwu rwuri padambarefu remusambo weSungura iro nziyo sere, rakabudiswa nemuimbi ane ruzivo rwakadzama muna 2026…

Mwana wekurwara negomarara remumusoro ashaika

Kingstone Mapupu MWANA wemakore maviri ekuberekwa wekuDema Phase 3, kwaSeke aiva nechirwere chegomarara remumusoro, uyo ane nyaya yakabuda muKwayedza nguva pfupi yadarika apo vabereki vake vaitsvaga rubatsiro rwekuti arapwe, ashaika.…

Leave a Reply

Your email address will not be published. Required fields are marked *