Shato 40 pamhararano -20 dzakauraiwa, dzimwe dzikatsakatika
Lungile Tshuma naDumani Moyo PANE nyoka dzerudzi rweshato dzaidarika 40 dzinonzi dzakasiya dzaraswa pamhararano (panosangana nzira) pedyo nemusha waSabhuku Nsindi, kuGwanda asi dzimwe dzacho dzinosvika 20 ndokuzouraiwa nevanhu. Panotova nevanhu vanodarika…
Ronaldo otsigira Bale
CRISTIANO Ronaldo akakurudzira vatsigiri veReal Madrid kuti vatsigire Gareth Bale uye vasiye tsika yekushoropodza chizvarwa chekuWales ichi. Bale akashoropodzwa zvikuru nekuedza kunwisa kwaakaita svondo radarika pane kupira bhora kuna Ronaldo…
Fundo ngaibatsire kusimudzira nyika
NYIKA yeZimbabwe inozivikanwa zvikuru mukuva nemukurumbira munyaya dzedzidzo muAfrica nepasi rose. Vanotaura vanoti hakuna nyika iri pasi pano isina chizvarwa cheZimbabwe, chiri kudzidzako kana kushanda. Izvi zvichikonzerwa nekuti nyika ino…
Mutapi wenhau opomerwa kubhinya hama
Kingstone Mapupu REGIS Chikwekwe, uyo anomboita basa rekutapa nhau akazvimiririra, svondo rino akamiswa mudare remhosva achipomerwa kubata chibharo mumwe mwanasikana wehukama ane makore 14 okuberekwa. Chikwekwe (42), uyo anobva mubhuku raTaderera,…
‘Uri gweta iwe, chengeta vana’
Sandy Musungata MURUME wekuendeswa kudare nenyaya yemendenenzi akati hapana kana kobiri raanobvisa sezvo ari kukwangwaya kuSouth Africa uko kwaanoshanda uye mukadzi wake anokwanisa kuchengeta vana oga sezvo achishanda segweta. Esther Bvumbi…
Mbavha yembatya yakasungwa
Muchaneta Chimuka MUMWE mukomana wechidiki wekuChitungwiza akadzidza kuti kuba hakubhadhare apo akapihwa chirango chekugara mujeri kwemwedzi 17 izere mushure mekupaza musha wevaridzi ndokuba midziyo inokosha US$150. Mutongi Musaiona Shortgame akatemera Evance…
‘Handini, wakamitiswa naNgirazi’
Tatenda Moyo MURUME wekuramba kubvisa mendenenzi achiti mwana haazi wake uye kuti aiziva baba vemwana uyu akanzi nedare auye nababa vacho kuti vazopa umboo. Confidence Mukutairi akaendesa aimbova mudiwa wake, Joshua…
Vakasungirwa kuba mukombi
Muchaneta Chimuka VARUME vaviri vekuita mushandirapamwe wekuba vakafuratirwa nevadzimu vavo apo vakapihwa zvirango zvekupika jeri uye mumwe wacho akatutsirwa chirango nekuda kweimwe mhosva yaakambopara. Artwell Chirasha (29), uyo asina pekugara pakati…
Amai ndakanaka amai!
PWERE dzine mutambo wadzinoita vakaita denderedzwa. Anenge ari mukati anenge achiimba achiti: Amai ndakanaka, amai! Amai ndakanaka, amai!
Yambiro yezvirwere zvemanyoka
Muchaneta Chimuka ZVIRWERE zvemanyoka zvinowanzowanda munguva yekunaya kwemvura nekuda kwezvikonzero zvakaita sekuti marara anoyeredzwa achienda mumvura yekunwa pamwe nekuti michero inenge ichitengeswa pose-pose zvinova zvinounza uchapa munharaunda.











