South Sudan yochemera kuau

ZVAKAOMA kuve munhu wemukadzi asi zvakaomesesa kunge uri munyika ine mhirizhonga uye uchirarama neutachiona hweHIV.

Vana 100 vakapihwa shangu dzechikoro

VANA 100 nherera nevanobva kumhuri dzinoshaya vepaDombodzvuku Primary School, kwaMurehwa, vakabatsirwa zvikuru zvichitevera kupihwa kwavakaitwa shangu dzechikoro

Dhakabhoyi oti $10 inokwana

Orpah Mukotekwa VANHU vaiva muHarare Civil Court vakaita kunge vachatyoka mbabvu nekuseka mushure mekunge mumwe murume ati $10 yaive yakawandisa kuriritira mwana wake kwemwedzi wose.

‘Zvikwereti zvandimomotera handina mari’

Tatenda Moyo VANHU vaive mudare vakashamiswa apo mumwe mukadzi akati anoda kubhadharwa mendenenzi ye$1 100 yekuchengeta iye nevana vatatu.

Zvidhoma zvagara ‘tatata’

Zvakabvuta musha waMadzibaba Mupositori nemhuri yake vakatiza

Maonero Edu: Zvinongoda kuti fare, fare tindike

NGUVA iye yepagore inenge yakamirirwa nevanhu vakawanda yezororo reKisimusi neGoredzva yazosvika.

Akafa aona hari izere ropa musango

Maiva nekadhara kaidongorera Mumwe akapona neburi retsono

kacheche kakarumwa nekamwana ndokufa

KAMWANA kacheche kemumusha weChiyedza, mudhorobha reKaroi, kekubuda muKwayedza kachinzi kakarumwa-rumwa nekamwe kamwana kemuvakidzani apo kainge karere

Sangano roti richatanga kuumba Team Zimbabwe

SANGANO reSports and Recreation Commission rinoti richatanga kuumba chikwata chitsva cheTeam Zimbabwe nguva pfupi inotevera icho chichanokwikwidza mumutambo weAfrican

Ende doro uri mayazi

NDINOMBONZWA nyaya dzevanhu vakaita zvinotyisa, zvinoshamisa nekunyadzisa vakadhakwa. Asi murume wekubuda muKwayedza wekubata-bata matama nekuvhura maziso

×