Lytton Primary yakatora mubairo
KAMBANI yeChampions Insurance yobatana nebazi redzidzo yepuraimairi nesekondari pamwe nesangano reUnicef mukuona kuti vana vachengetedzwa kubva kunjodzi kana vari pachikoro.
Rufu rwehari: ‘Uyu muzinda wevaroyi nezvidhoma
NYANZVI dzezvechivanhu dzinotsanangura nyaya yemwana wekuHurungwe anonzi akafa mushure mekunge aona hari yaiva izere neropa umo maibuda musoro wekamudhara
Tome: Murume anopfeka nguwani mbiri
Ishe kwaZvimba, pa muHarare , ‘Handina dambudziko nazvo ini’ ISHE Berepere vekwaZvimba, VaAlfred Tome, avo vachangobva mukugadzwa vachivazve
Usaite ngura segejo
Ticha Danga NEMHAKA yekuti bvunzo yakagadzirirwa, yakasvika, yakazonyorwa uye vanhu ndokukanda zvinyoro pasi, ngatichichenjerai kuita ngura segejo rinozofungwa kana yemumhuruka yatinhira.
‘Vana vanoda rutsigiro’
VABEREKI vanofanira kutsigira vana vavo zvakazara munyaya yedzidzo sezvo iri iyo musimboti weupenyu.
George anodzoserwa kumusha naAndrew
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 25 (Nyaya yacho: Enderero mberi) George apo anonzwa mashoko okuti angada here kuenda kumba kunozorora, anogamuchira mazwi aya norufaro rukuru izvo zvinoratidzwa nekudimikira kwekuti, “Akaatambira namawoko
Zvaiyera vakadzi kupinda muninga
Ticha Tichaziva CHITSAUKO 12 (Ongororo) Dzimwe dzenguva munyori anombosiya gwara rerongetedzo rake achimbopa dzidziso kumuverengi (writer’s didactic tone). Muenzaniso wekutanga tinouwana paPeji 121 apo anenge achiti, “zvamunoona amai kana munhu…
Rwendo rwuya rwarumwa negurwe
naErnest Muchena ZVIKORO zvakapfigwa mazuva apera ayo. Zororo rekubatana kwemhuri yeZimbabwe (Unity Day) ririko musi waZvita 22. Zororo reKisimusi rinobva ratevera richinotitsveta muGoredzva.
‘Wakandisiisa chikoro saka bhadhara’
Tatenda Moyo MUKADZI wekusiira chikoro panzira mushure mekunge amitiswa akazoenda kumatare apo murume wacho akange ave kutsika-tsika.

