Malcom Waller akaongororwa kusa
MUTAMBI wecricket weZimbabwe, Malcolm Waller, akaongororwa makandiro ake bhora ‘bowling’ kuSouth Africa svondo radarika zvichitevera mashoko akabuda ekuti akange akanda
Ndawana mikana: Dauda
. . . ndave kuenda nenyika MUTAMBI weZPC Kariba, Dennis Dauda, uyo akahwina mubairo weSoccer Star of the Year wa2014 anoti kuhwina kwaakaita kwakamuvhurira mikana yakasimba yekutengwa nezvikwata zvekunze pamwe…
Kurimwa kwedonje kwodzikira
KURIMWA kwedonje munyika kuri kuramba kuchidzikira zvichitevera kuderera kwerutsigiro rwaimbopiwa varimi nemakambani akasiyana uye izvi zviri kukonzerwa nekuda kwemutengo
“Dyarururai zvirimwa zvisina kubuda’
VARIMI vane zvirimwa zvakaramba kumera zvakanaka nekuda kwekusanaya kwemvura zvakaringana uko kwanga kuchiitika munguva yakadarika vakakurudzirwa kuti vadyare dzimwe
Madhamu akazara nemvura: Zinwa
SANGANO reZimbabwe National Water Authority rakazivisa nezvehuwandu hwemvura iri mumadhamu enyika richiti hapasati pave neshanduko huru mudhamu mazhinji sezvo achiri
Ndiri mukadzi ane makore 24 nemwana 1, ndakarambana nemurume
NDIRI murume ane makore 38 nevana vaviri, ndozviitira mabasa emawoko uye ndinotsvakawo mudzimai ane makore 23-38. Anosevenza muHurumende, anotya Mwari anoda zvemba. Fonai
Rudo rweKirisimasi rwunofukidza zvose
MAKAKOMBORERWA, makagarika nokuti zvikanzi nebazi rinoona nezvokuverengwa kwavanhu (reZIMSTAT), kuitira kuti kuzivakanwe kuti kune vanhu vangani munyika, munoita
Mutsvairo kana wotsvaira, unotsvaira
MUMUSHA makauya mwenga. Haadi kuona kana chinonzi marara kana tsvina. Abata mutsvairo wake, hapana paanosiya. Kana tsvina yakambenge yanamira mune dzimwe nzvimbo
Hama dzangu yava chechi
KUNA tete Ndiri murume ane makore 37 ekuzvarwa, ndine mudzimai ane makore 26 nevana vatatu. Takachata muchechi vabereki vemudzimai wangu vakandiudza kuti muchechi yavo
Mashoko akakosha mukurwisa Ebola
ZVAKAKOSHA kuti vanhu vagare vakashambidzika sekugeza mawoko uye kuti vasaenda kunzvimbo dzine chirwere ichi.







