Ochemera ‘overtime’ yemurume
Tatenda Moyo VANHU vaive mudare vakakatyamadzwa apo mumwe mukadzi akati aida kuti murume wake awedzere mari yemendenenzi yaari kubvisa sezvo achishanda siku nesikati achiti ane mari
Akanyimwa mari yakawanda
Tatenda Moyo MURUME wekudhonzerwa kudare neaimbova mukadzi wake achida kuti mari yemendenenzi iwedzerwe akabuda mudare iri achipembera zvichitevera kuraswa kwakaitwa chikumbiro ichi
Mukadzi ‘chembere’ oda twake
Orpah Mukotekwa MURUME wekugarosvotesa mudzimai wake achimuti haachamuda nekuti achembera akazochechuka amiswa mudare redzimhosva.
Nyundo odhonora mukadzi
Orpah Mukotekwa MUKADZI wekugarozvambaradzwa neaimbove murume wake achimanikidzwa kuti vadzokerane akazopotera kudare redzimhosva.
‘Ndakaramwirwa vana 4’
Orpah Mukotekwa NYAKURAMWIRWA vana 4 nemurume achinzi akanga ava kuita zvezvikomba akazokwidza kumatare edzimhosva.
Musabatirire makochi: JP
Abel Ndooka MUTAMBI akambonetsa munhabvu achitambira Rio Tinto pamwe nemaWarriors, John ‘JP’ Phiri, anoti zvakakosha chaizvo kuti vakuru vezvikwata zviri zvemuPremier Soccer League vape varairidzi vavo mukana wekuita basa…
Mangwiro orairidza Harare City
Abel Ndooka CHIKWATA cheHarare City Football Club chakagadza Taurai Mangwiro pachigaro chinopisa chohurairidzi zvichitevera kusiya basa kwaakaita kuCAPS United uko kwaainge atungamira kwemakore matatu.
Russia yotsiurwa pakushandisa zvinodhaka
MUMWE wevakadzvokora chigaro chekutungamirira sangano reInternational Association of Athletics Federations, Lord Coe, anoti haatsigire kushandiswa kwemishonga inodhaka kana isingatenderwi nevatambi, kunyanya sezviri kuitwa nevamwe vatambi vekuRussia.
Zimbabwe Cricket yovandudzwa
Abel Ndooka SACHIGARO weZimbabwe Cricket, Wilson Manase, anoti bhodhi ravo richagadza dzimwe nhengo dzichapihwa basa rekuvandudza mutambo uyu apo chikwata chavo chakatarisana nemakwishu eInternational Cricket Council World Cup achatambirwa kuAustralia…
Zvikwata zveVolleyball zvoenda kuMaputo
Abel Ndooka ZVIKWATA zvitanhatu zvevolleyball zvevarume nemadzimai zviri kuenda kuMaputo, kuMozambique uko zvichanokwikwidza kumutambo weConfederation of African Volleyball Region V Volleyball Club Championship.





