Muzvikoro moitwa madhirama

MITAMBO yakaita semadhirama yave kuzoitwa muzvikoro zvose zvepuraimari nesekondari sezvimwe zvidzidzo apo vana vanenge vachiverenga pamwe nekunyora pamusoro pazvo.

Chokupamba nevanhu vake vanonokwira muchikomo

CHITSAUKO 10 (Nyaya yacho: Eenderero mberi) Vachamanikidzwa kuti vazvidzivirire kubva kupfumo remuvengi nekudaro vachavagarira mauto aya pamusha pavo

‘Inyaya yakarongwa iyi’

MUKURU wezvedzidzo mudunhu reBindura akaudza Kwayedza kuti pasi pemutemo mubumbiro idzva, mwana musikana haatenderwe zvachose kurangwa achiita zvekurohwa nemudzidzisi.

George anoendeswa kuchipatara kuKaroi

CHITSAUKO 18 (Ongororo: Enderero mberi) Apo George anotarisa kunyora kweshangu yaMakate anobva aona kuti kwainge kwakafanana nekunyorwa kwainge

KuSa zviriko zvekubirwa vhudzi

TSVAKURUDZO yakaitwa neKwayedza padandemutande inotaridza kuti nyaya dzevanhu vanobatwa nembavha vachigerwa mhotsi dzavo, idzo dzinozotengeswa, dziri kukurumbira zvikuru kunyika yeSouth Africa.

Vana vashanu achimitiswa

Tatenda R Moyo MUKADZI wekumitiswa mumwe mwana wechishanu nemurume uyo ari kumubvisira mendenenzi akaendazve kudare achida kuti mari iyi iwedzerwe apo aiti mhuri yakura uye anotobhadharira mumwe mwana wavo ari

‘Mweya unondiudza zvikomba zvako’

VANHU vaiva mudare vakashaya remuromo apo mumwe murume akati akange aratidzwa “pamweya” kuti mukadzi wake ari kuita zvezvikomba izvo akapihwa mazita azvo.

Tatarisana nedambudziko idzva

Catherine Murombedzi TINOZIVA kuti munhu akarwara anotsvaga rubatsiro mativi mana enyika, mumwe anoenda kun’anga, kumaporofita kana kuchipatara.

Bosso tinoirakasha: Dinyero

MURAIRIDZI weHarare City, Masimba Dinyero, anoti chikwata cheHighlanders chaigochera pautsi apo pachakadzinga aiva muraidzi wacho Kelvin Kaindu basa munguva pfupi ichangodarika uye vanoda kuirakasha apo vari

Chokwadi chainetsa kudura: Suarez

SHASHA yemutambo wenhabvu, Luis Suarez, anoti zvakamuomera kuti abvume kuti ainge aruma mutambi weItaly, Giorgio Chiellini, kumakwikwi eWorld Cup ayo akaitirwa kuBrazil gore rino.

×
×