Chikoro cheRutope choitwa bhodhingi

VAGARI vekwaMusiiwa, kudunhu raMusana, kuMashonaland Central vari kugashira nemufaro kuvandudzwa kwechikoro cheRutope Secondary School, icho chichazenge chodzidzwa vamwe vana vachigarapo.

Anozvambaradza mukadzi

Yvonne Chipato MUKADZI wekuzvambaradzwa pamwe nekutukirirwa neaimbova murume wake, uyo anonzi murwere wepfungwa, akatozopotera kudare.

Ndine mari yekutenga Jesu

HANDISHAMISIKE nekushaikwa kwechokwadi nekusanzwirana tsitsi kwatekeshera munyika. Vanhu havasisiri vanhu, asi dzave mhuka. Vazhinji vave kupfeka manyepo sehembe, zvekuti anonyatsovagara kunge vakazvarwa nawo.

Zvemimhanzi zvakaoma: Ndlovu

MUIMBI akamboita mukurumbira makore adarika achiridza nezvikwata zvakasiyana, Shephard Ndlovu (40), anoti parizvino indasitiri yemimhanzi yakaoma zvikuru sezvo pasina vakotsveri vakazvipira kutsigira avo vachiri

‘Anonditukira kubvunza mari’

Tatenda R. Moyo MUKADZI wekuti anotukirirwa nemurume wake pose paanobvunzira mari yekuriritira mwana wavo akazopotera kudare.

James Ward akadashurwa

SHASHA yemutambo wetennis, James Ward, akadashurwa zvine mutsindo naKevin Anderson kumakwikwi eShanghai Masters ayo akaitwa svondo radarika. Chizvarwa chekuSouth Africa, Ward, akaoneswa pfumvu padanho rekutanga apo Anderson aiuya zvine mutinhimira

Tezvara akatungwa nemombe yemukuwasha kubhawa

MURUME wekwaMupandira, kwaMusana ari kupepwa maronda aakakuvara apo akateverwa kubhawa kwaainge ari nemombe dzemukuwasha wake ndokusvikotungwa zvekutopona nepaburi retsono.

Varimi vemasamba vakatunzvaidzwa

VARIMI vemasamba vanokwana 514 vekuHonde Valley, kuManicaland vakapihwa chiremerera chepamusoro cheUTZ and Rainforest Alliance Certification chekugona kurima zvine hunyanzvi izvo zvinoita kuti vange

Pasuwa, Zuze dhuma!

MANEJA weDynamos FC, Richard Chihoro, anoti havazi kuzotarisira pasi mutambo wavo neTriangle wefainari yeOne Wallet Cup nemusi weSvondo kuNational Sports Stadium sezvo mitambo yemikombe yakasiyana neyeligi

Ziva kuti ukadonha unosimuka

Catherine Murombedzi HAKUNA munhu akarurama pano panyika, zvimwe zvacho zvinopedzisira zvaendesa vamwe kujeri vamwe kumakuva chaiko.

×
×