Wenger oda kuti Podolski arambe ari muchikwata chake
MANEJA weArsenal, Arsene Wenger, anoti Lukas Podolski anoda kuti arambe ari muchikwata chake zvichitevera nyaya dziri kubuda dzekuti mutambi uyu anogona kuenda muna Ndira.
Gadziriro dzenetball dzotanga
MANEJA wechikwata chenetball chenyika cheTeam Zimbabwe icho chichakwikwidza kumitambo yeAfrican Union Sports Development Region V Youth Games kuBulawayo nguva inotevera, Virginia Mutanda, anoti vatambi vavo
O-LEVEL — NDINOFA NDAEDZA: Chigange ndiye achatungamirira mauto aRevai
CHITSAUKO 10 (Nyaya yacho: Enderero mberi) Mambo vanomuti achivapakurira kazano kake vaone kana kachikodzera kukurukurwa pamusoro pako. Revai
‘Zengeza High 1 inotipa manyawi’
VANA vakakunda vamwe muzvidzidzo, mitambo nezvimwe zvakasiyana pachikoro cheZengeza High 1, kuChitungwiza, svondo rapera vakapembedzwa nekupihwa mibairo.Vachitaura pamabiko aya, vaiva muenzi anokosha vari zvakare
‘Maporofita ari nani pane kuchipatara’
VANHU vaive mudare vakashamisika apo mumwe murume akange amhan’arirwa nemukadzi wake nenyaya yemendenenzi akati zviri nani kuti mwana wake ainzi ari kurwara aende kunorapwa kumaporofita sezvo kusingade
Mutyairi wekombi haacheuke mhuri
MUTYAIRI wekombi wekumhan’arirwa kudare nemukadzi wake achida $150 yemendenenzi pamwedzi akachema-chema achiti mari iyi yakawandisa, haana basa chairo raanoita sezvo achingoti “chamuka inyama”.
Mutyairi webhazi oramba kuti vana vadzidze kumusha
Arnold Kaseke MUTYAIRI webhazi rechipatara cheHarare Central Hospital, wekuendeswa kudare nemukadzi wake achida kunzi awedzere mari yemendenenzi yaari kubhadhara, akachema-chema achiti haakwanise kuita izvi sezvo upenyu
GRADE 7: Zvekungwarira pabvunzo
Ticha Danga MUSIMBOTI wekubudirira kuita zvinhu nemazvo. Vana mazvikokota vanoti chinhu chikaramba chichidzokorodzwa chinoguma choitwa nemazvo. Ndizvo zvimwe chete nechikoro. Kuti munhu agobuda zvakanaka pabvunzo anofanirwa
Harare Girls High yakatenda shasha
VANA vechikoro vanokurudzirwa kushanda nesimba muzvidzidzo zvavo kuitira kuti vagove neremangwana rine pundutso.
Mharidzo, Moyo vakarikitwa
VATAMBI vetsiva vanoti Tineyi ‘Wastak’ Mharidzo naLawrence Moyo vakakundwa svondo radarika kuNamibia uko vakarwa neshasha dzekunyika iyi mumapoka akasiyana.

