Vana 100 vopinzwa chikoro
SANGANO rakazvimirira, reCampaign for Women Education (CAMFED), riri kubatsira vana vanodarika 100 vanobva mumhuri dzinoshaya nekuvabhadharira mari dzechikoro pamwe nemadzimai kuti vapinde
Sekuru vane marambadoro
Yvonne Chipato SEKURU vekushaya hunhu zvekusvika pakuburitsira muzukurusikana wavo nhengo yavo yesikarudzi kana vadhakwa vakamiswa mudare redzimhosva.
Kubika bandauko remombe (ration meat)
Kenneth Chikeya Zvinodiwa: Chikari, poto kana pani
Mapositori rapwai kuchipatara: Muporofita
MUPOROFITA wechikadzi wekuNorton, uyo ange ave nemakore matatu dumbu rake rakazvimba sezvinonzi ane pamuviri ndokuzovhiiwa kuchipatara cheChitungwiza Central Hospital, ari kushora zvitendero zvinorambidza
Mbada Diamonds Cup yadzoka
MUTAMBO weMbada Diamonds Cup wakaparurwa svondo rino muHarare uye gore rino uchaona zvikwata zvina izvo zvichapedza zviri pamusoro muligi reCastle Lager Premiership zvichirwira mukombe uyu.
Mangwiro muKepekepe akazara: caps
CHIKWATA cheCAPS United chinoti murairidzi wacho Taurai Mangwiro muKepekepe akakwana uye akazvipira pabasa rake rekuchibatsira kurwira mukombe weCastle Lager Premiership.
Nhomba yebonde yakadai inosembura
Catherine Murombedzi TSVUTUGADZIKE yese inopisa kana uchiinwa, unonwa uchifuridzira nekuti unenge uchitya kutsva mukanwa. Vana vadiki vanotarisira kutungamirirwa nevakuru kwete kupinzwa mudariro remutambo webonde nemunhu wavanenge
Magaya dhuma nedhimoni
YAKAVE batai-batai nemusi weMuvhuro svondo rino panzvimbo inokwirirwa mabhazi nemimwe michovha yekuMbudzi, muHarare, apo mumwe mukadzi akamuka chibhebhenenga mushure mekunge abatwa nemweya
Vonamatirwa vari musvo
naNdumiso Dube MUPOROFIta wechikadzi weJohane Masowe yeNguwo Tsvuku yeNyenyedzi Nomwe, uyo anogara kuNational, kuMbare, ari kunamatira vanhu zvine musiyano – anoshandira vasina kupfeka achivakusha nemunyu nemvura vari
Zvikoro 105 zvitsva
HURUMENDE yakwanisa kuvaka zvikoro zvitsva zvinosvika 105 mumakore gumi adarika, 66 zvacho zviri zvepuraimari ne39 zvesekondari, iine chinangwa chekuti mwana wose awane mukana wedzidzo.







