Zvimhingamupinyi zvovhiringa kutengeswa kwemombe
SANGANO reZimbabwe Association of Abattoirs (ZAA) rinoti bhizimusi rekutengeswa kwemombe dzenyama muZimbabwe parizvino riri kukanganiswa nezvimhingamipinyi zvakasiyana izvo zvinosanganisira mitemo inofanira
‘Taichaya mapoto bedzi, uri pfambi’
Yvonne Chipato CHIREVO chinoti, “Chaikuda kana chokusema zvinenge zvine chinoingira” yakazadziswa nenyaya yemumwe mudzimai uyo akafumurwa nemurume wake kuti akange asina kumuroora uye yaive pfambi yemakoko mushure
Varairidzi vemuzvikoro voita zvidzidzo zvekorfball
SANGANO reZimbabwe Korfball Federation svondo rino richabatana nereNational Association of School Heads mukuita zvidzidzo zveNASH Korfball Level One Coaching Course paQueen Elizabeth, muHarare.
Kondomu revakadzi idzva
ZIMBABWE National Family Planning Council (ZNFPC) yakaparura kondomu revakadzi idzva rinonzi FC2 nedonzvo rekudzvirira kupararira kwezvirwere zvepabonde pamwe nekusimudzira kurongwa kwemhuri. Vachitaura
DJ ngochani ari kurura
KUNE murume ngochani anoshanda sa “disc jockey” (DJ), uyo anonzi arura nekubata varume chibharo kunzvimbo dzakakomberedza Murambinda, kuBuhera, zvekuti vanhurume veko vatove kugara vakabatira hana mumawoko
Mambo Nyoka vakagadzwa
Yvonne Chipato AKANGE ari makuwerere svondo rapera kuChivhu apo vagari veko vaipemberera kugadzwa kwaMambo Nyoka mutsva – VaMusafare Newton Matizha (59).
‘Ndine vana Zim yose’
Memory Mangombe PANE murume wemuHarare anoti nechikonzero chekusada kudarikwa nemarokwe, “akadyara” vana Zimbabwe yose asi ava kudemba kuti akachepeswa nevakadzi pfuma yose yaaive nayo ikapera zvekusara iye ava rombe
Miti yopera kuBuhera vachitsvaga hufuro
DAMBUDZIKO rekushomeka kwemafuro kudunhu reBuhera ringangokonzera kuparadzwa kwemiti sezvo varimi vazhinji veko vave kuita tsika yekutema miti vachitsvaga mashizha ekuti zvipfuyo zvavo zviwane zvekudya.
Mufundisi otsvaga rubatsiro
SHASHA yemutambo wekarate, Sensei Tawanda Mufundisi, uyo akatyoka gumbo masvondo adarika achirwa kuDurban kuSouth Africa kumutambo weIKO kyokushinkaikan Matsushima Group World Karate Torunament
Makuwerere erugby ouya kuBulawayo
ACHANGE ari makuwerere svondo rino musi weChishanu panhandare yeHartsfield kuBulawayo uko kuchange kuchitambirwa mutambo weOld Mutual Rugby Development Program Inter-Community Cup.










