Maporofita kwicho vakatakura zinyoka

MAPOROFITA matatu echechi yeJohane Masowe yeNguwo Tsvuku, ayo anofungirwa kuti ndeemanyepo, akasungwa nemusi weMuvhuro svondo rino apo vainge vaine mukweshwa wezinyoka rerudzi rwechiva, iyo vakanga

‘Hakuna mwana dofo’

MUMWE mudzidzisi anoti hapana mwana anonzi idofo muzvidzidzo asi kuti varairidzi vanofanira kuve nerudo nebasa ravo pamwe nemoyo murefu vachitora nguva mukuongorora zvigozhero zvemwana mumwe nemumwe

Usade kundichipisa: Mupurisa

MUPURISA wekuendeswa kudare nemukadzi wake nenyaya yemendenenzi akati mudzimai uyu ane hudyire uye aida kushandisa dare kuti awane madyiro emari yake.

VaMugabe vakapihwa sando dzavo dzeSadc

VAKAUYA, vakatambirwa, pakakurukurwa, matare akasiyana-siyana, vamwe vakapihwa mhenduru, vamwe vachisiya zvigaro zvakavange vainazvo vachipa mukana kune vamwe. Vamwewo vakaturawo mashoko avo

MAONERO EDU: Enda kuchipatara, kwete kungofunga kuti wakaroyiwa

PACHIVANHU, kazhinji munhu akarwara, kune vamwe vanofungira kuti anogona kunge akaroyiwa. Aya mafungiro agara ariko kubva kare-kare, uye hazvina kushata. Asi mafungiro aya anoita kuti vamwe vanhu vasvike padanho

Ndachepeswa nedumbu: Muporofita

MUPOROFITA wechikadzi ane mukurumbira kuNorton angange ari kukwanisa kubatsira vanhu vakawanda mumatambudziko avo, asi iye akundikana kuzviponesa kubva kumutoro wake wekuita makore matatu achisunda

Varoyi vodhakwa nemuteyo . . .

KWANYAMWEDA, kuMhondoro kunonzi kune imwe chembere yakadhakiswa nemuteyo weimwe n’anga iri kufambako ichipumha vanhu huroyi ndokureurura kuti mweya wainopfumbura kana kuburitsa unoita kuti vanhu

Mwedzi yegore nezvainoreva

TAVA muna Nyamavhuvhu kutaura kuno. Takatanga gore muna Ndira tichanorivavhara mushure meKisimisi muna Zvita. Kubva muna Ndira kusvika muna Zvita tine mwedzi inokwana gumi nemiviri. Mumwedzi gumi nemiviri iyoyi

Ndiri mukomana ane makore 29

MAKADII henyu? Ini ndinogara kuDurban kuSouth Africa, ndiri musikana asina kumboita mwana kana kuroorwa. Ndinoda murume ari pachokwadi ari pedyo nekwandiri ane makore anobvira pa23 zvichikwira, nhamba dzangu dzangu idzo…

Oramba chikwereti chezvidhina

Yvonne Chipato VAVAKIDZANI vakazvuvirana kudare nenyaya yechikwereti chezvidhinha apo mumwe wavo aichiramba. Loyde Tsuro akamhan’arira Tariro Zhira kuHarare Civil Court achida $190 yake yakasara pamari yezvidhinha

×
×